RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yp2 pp. 172-173
  • Vabereki Vako

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vabereki Vako
  • Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda Bhuku 2
  • Mashoko Akafanana
  • Ndinofanira Kuitei Kana Vabereki Vangu Vachipopotedzana?
    Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda Bhuku 2
  • Neiko Vabereki Vangu Vasingandinzwisisi?
    Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda
  • Kuziva Zvinodikanwa Zvavabereki Vako
    Mukai!—1994
  • Ndinofanirireiko ‘Kukudza Baba Vangu Naamai Vangu’?
    Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda
Ona Zvimwe
Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda Bhuku 2
yp2 pp. 172-173

CHIKAMU 6

Vabereki Vako

Vabereki vari pari nani nokuti vanoziva zvakawanda nezvoupenyu. Vakatopfuura nomunguva inovhiringidza yokuchinja mumuviri nomupfungwa kunoitika pakuyaruka. Vanofanira kunge vari vanhu vanonyatsogona kukutungamirira munguva iyi yokuyaruka. Zvisinei, dzimwe nguva vabereki vangatoita sokuti vari kuwedzerawo chinetso pane kuti vachigadzirise. Somuenzaniso, ungasangana nerimwe rematambudziko anotevera:

□ Vabereki vangu vanongoramba vachinditsoropodza.

□ Baba kana kuti amai vangu vakapindwa muropa nezvinodhaka kana kuti nedoro.

□ Vabereki vangu vanogara vachingopopotedzana.

□ Vabereki vangu vakaparadzana.

Zvitsauko 21-25 zvichakubatsira kukurira izvi uye zvimwe zvinetso.

[Mufananidzo unozadza peji yose uri papeji 172, 173]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe