RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yp2 pp. 84-85
  • Ushamwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ushamwari
  • Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda Bhuku 2
  • Mashoko Akafanana
  • Ndingava Sei Neshamwari Dzakanaka?
    Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda, Bhuku 1
  • Kuramba Tiri Shamwari Munyika Isina Rudo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Bhaibheri Rinotii Nezveushamwari?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Ndinofanira Kutsvaka Shamwari Dziri Nani Here?
    Mukai!—2009
Ona Zvimwe
Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda Bhuku 2
yp2 pp. 84-85

CHIKAMU 3

Ushamwari

Kuva neshamwari kunokosha zvakadini kwauri?

□ Hakukoshi

□ Hakunyanyi kukosha

□ Kunokosha kwazvo

Zvinokuitira nyore here kuti uve neshamwari?

□ Hungu

□ Kwete

Une shamwari yepamwoyo here?

□ Hungu

□ Kwete

Unhu hupi humwe chete hwaunonyanya kutarisira kuti shamwari ive nahwo? ․․․․․

Bhaibheri rinoti “shamwari yechokwadi ine rudo nguva dzose, uye ihama inoberekerwa kubatsira pakunenge kuine kutambudzika.” (Zvirevo 17:17) Ndiyo shamwari yaunoda kuva nayo! Asi kutanga ushamwari kunogona kunge kwakaoma uye kuhuchengetedza kungatove kwakanyanya kuoma. Ungatanga uye ungachengetedza sei ushamwari hwakanakisisa? Ona mazano anokurukurwa Muzvitsauko 9-12.

[Mufananidzo unozadza peji yose uri papeji 84, 85]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe