CHIKAMU 2
Zvoupenyu Hwangu—Kuchinja Kunoitika Muupenyu
Rondedzera chinhu chimwe chete chausinganyanyi kufarira nezvako uye tsanangura kuti nei chichikusvota.
․․․․․
Nyora chinhu chimwe chete chaunoda nezvako uye tsanangura kuti nei uchifunga kuti chinokosha.
․․․․․