Rubatsiro Rwokunzwisisa Bhaibheri
Bhaibheri rine mashoko anokosha kwauri.
• Rinotsanangura nezvechinangwa choMusiki choupenyu.
• Rinopa zano rakanaka rokuti tingabudirira sei kukunda zvinetso zvoupenyu iye zvino.
• Rinoratidza zvinodiwa kuti titenderwe tose patichamira pamberi pechigaro chaMwari chokutonga.
Kune vanhu vanopfuura 5 000 000 vari kudzidziswa Bhaibheri munyika yose.
Urongwa hunoenderana nezvaunoda. HAUNA CHAUNOBHADHARA.
Tumira chikumbiro chako pakero iri pasi apa iri pedyo zvikuru newe, kana kuti kumbira mumwe weZvapupu zvaJehovha ari kwaunogara.