RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ie p. 32
  • Mweya Haufi Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mweya Haufi Here?
  • Chii Chinoitika Kwatiri Patinofa?
Chii Chinoitika Kwatiri Patinofa?
ie p. 32

Mweya Haufi Here?

▸ Marudzidziso mazhinjisa anodzidzisa kuti chimwe chinhu chiri mumunhu—mweya, mudzimu, chipoko—hachifi uye chinopfuurira kurarama pashure porufu. Ichokwadi here ichocho?

▸ Dzidziso yokusafa kwemweya yakatanga sei?

▸ Dzidziso iyi yakava sei dzidziso huru kumarudzidziso mazhinjisa enguva yedu?

▸ Mweya chii chaizvoizvo?

▸ Nei tichifa?

▸ Chii chinoitika kumweya parufu?

▸ Itariroi iripo nokuda kwevakafa—uye nokuda kwevapenyu?

▸ Zvaunodavira pamusoro pemweya zvinokosha chaizvoizvo here?

Mhinduro dzechokwadi uye dzinogutsa dzemibvunzo iyi dzinowanikwa mubhuku rekaresa rati rambonyorwa. Unokumbirwa kudzinzvera mubhurocha rino.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe