RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • jv pp. 616-617
  • Vakaratidzirwa Kuruzvidzo Nematambudziko

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vakaratidzirwa Kuruzvidzo Nematambudziko
  • Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
  • Mashoko Akafanana
  • Zvinoitika Ushumiri hwaJesu Husati Hwatanga
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
  • “Imi Muri Zvapupu Zvangu, Anodaro Jehovha
    Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
  • Kutanga kweUshumiri hwaJesu
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
  • Kuwana Zivo Yakarurama yeShoko raMwari Nokuishandisa
    Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
Ona Zvimwe
Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
jv pp. 616-617

Chikamu 6

Vakaratidzirwa Kuruzvidzo Nematambudziko

Jesu Kristu akanyevera vateveri vake kuti vaizotarisana nemiedzo—mimwe nemhaka yokusakwana kwavanhu, mimwe nemhaka yehama dzenhema, uye yakatowanda nemhaka yekutambudzwa nevashori. Maganhuro 28 kusvikira ku30 anorondedzera zvakajeka izvo Zvapupu zvaJehovha zvakatambura munguva dzazvino uno uye kuti kutenda kwazvo kwakazvigonesa sei kukunda.

[Mufananidzo unozadza peji yose uri papeji 616]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe