Indekisi
Indekisi ino haina zvose zvine chokuita nenyaya huru imwe neimwe. Kuti uwane mamwe mashoko, enda kumisoro mikuru yakakodzera iri pamapeji akanyorwa pamberi pacho uye verenga misoro miduku.
Abrahamu, madzimai, 145
Adhamu naEvha, 25-27
chivi—“urongwa” hwaMwari?, 27, 119
chivi, vaizochiita sei, 62, 63
kuroorana, 144
nei tichitambura pamusana pezvakaitwa naAdhamu, 174-176
rudzikinuro rwevana va-, 300, 301
vaizoenda kudenga?, 67
vanhu vomunhoroondo, 25, 26, 162
chii?, 27, 28
kwaicharwirwa, 28, 29
vachapona, 30, 31
“Amai vaMwari,” Mariya, 205, 206
Anopesana naKristu, 253, 254
Arufa naOmega, 372, 373
Barika, 144, 145
Basa, Umambo huchapa, 10, 84, 352
Bhabhironi, guta rekare, 32-33
kuongorora nyeredzi, 35, 121, 122
kureurura, 141
muchinjikwa, 242, 243
Petro muBhabhironi, 195
vanamwari voutatu, 34
zvarinoita mune zvechitendero nhasi, 34, 35
zviroto, 438
Bhabhironi Guru, chii?, 32-37
kubuda nokukurumidza, 36
kuverenga uri woga hakuna kukwana, 57, 61
kuvimbika kweshanduro, 42, 43, 341, 342
uchapupu hwokuti rakafuridzirwa, 39-42
Boka guru revanhu, vane tariro yepasi, 72, 73
vanopukunyuka kutambudzika kukuru, 185, 186
Chifukidziro chomusoro, nei chichidiwa, 398, 399
Chimurenga, 82, 83
Chirangaridzo, kakawanda sei?, 50, 234, 235 musi, 50
vanodya, 48, 49
zvachinoreva, 47, 48
zviratidzo, 48
Chisimba, 252
Chitendero, 50-62
Bhabhironi Guru, 32-37
chakarongwa, 55-57
chinosiyanisa Zvapupu zvaJehovha nezvimwe zvitendero, 413-414
chitendero chimwe chete chechokwadi, 61, 417
kubatana mukutenda, 54, 55
kusiya chitendero chevabereki, 53, 54
kuziva kwatingaita chechokwadi, 57-59
nei kuine zvitendero zvakawanda, 51
Chivi, chaAdhamu, “urongwa” hwaMwari?, 27, 119
chisikwa chakakwana chaizoita chivi sei, 62, 63
kune chivi here mazuva ano?, 63-65
kureurura, 142
Mariya, akanga asina chivi?, 206
vasande havana?, 409, 410
zvachinoita paukama naMwari, 65, 66
Chokwadi, chokwadi chaicho, 45, 387, 388
Danda, rufu rwaJesu, 241, 242
Denderedzwa rechiedza, 408, 409
Denga, 66-73
Ishe ‘anoburuka kubva kudenga,’ 184
kutorwa, 182-188
miviri yevanhu vari kudenga, 101, 102, 184, 185, 311-314
muviri waMariya, 206, 207
nei vamwe vachienda kudenga, 73, 313
nhamba yevanoenda kudenga, 71, 72
vaKristu pavanotorwa kuenda kudenga, 182-187
vaya vanotorwa kuenda kudenga vanodzoka pasi?, 187, 284, 285
Dhiyabhorosi, 335-340
Dombo, Kristu, kwete Petro, 191-193
Fodya, 434-437
Gehena, 78, 79
Gomba rakadzikadzika, Satani achavharirwa, 339, 340
Gore Idzva, mhemberero, 219
Hero, 73-80
Gehena, 78, 79
‘kutambudzwa kusingaperi,’ muna Zvakazarurwa, 77, 78
mupfumi naRazaro, 79, 80
vanoenda ikoko, 75
Hindu, kuparidzira mu-, 22
Hondo, Amagedhoni, 27-32
Chechi yeRoma, 198
maonero evaKristu, 150-152
mazuva okupedzisira, 222, 223
vaIsraeri vekare, 151, 152
Hurumende, 81-85
maonero anoita vaKristu hurumende dzenyika, 149, 150
nei kutonga kwevanhu kusingagutsi, 81-83
Umambo hwaMwari, 83-85, 348-350
Isau, akafanorongerwa?, 119, 120
Isita, 218, 219
Israeri, kuzadzika kwouprofita hwomuBhaibheri, 393-396
womudzimu, 395, 396
Jakobho, akafanorongerwa?, 119, 120
madzimai, 145, 146
Jehovha, 85-93
haana mavambo, 261, 262
izita raJesu mu“Testamende Yekare” here?, 91, 92
kukosha kwezita, 90, 91
kutsveneswa kwezita rake, 350
Mwari wechokwadi bedzi, 262, 263, 371, 373, 374, 376, 377
Yahweh kana kuti Jehovha?, 89, 90
zita—parinowanikwa mumaBhaibheri akasiyana-siyana, 85-87
zita riri muMagwaro echiKristu echiGiriki, 88, 89, 342
(Onawo “Mwari.”)
Jesu Kristu, 93-104
“Adhamu wokupedzisira,” 26, 300, 301
aingovawo munhu akanaka?, 94
akaberekwa nemhandara, 203, 204
akafira padanda kana kuti pamuchinjikwa?, 241, 242
chibayiro chorudzikinuro, 289, 298-304
chirangaridzo chorufu rwake, 47-50, 233, 234
“dombo,” 191, 192
dzidziso dzepamusorosoro, 389, 390
Jehovha harisi zita ra-, 91, 92
‘kuuya ari mugore,’ 112, 113, 183-185
kuva Mwari, 386
rufu, 299
Magwaro echiHebheru anotaura nezvaJehovha uye anoshandisirwa kuna Jesu, 374
mazita anopiwa Jehovha achishandiswa kuna, 372-374
munhu anotaurwa munhoroondo, 93, 94
Muponesi, 100, 101, 104, 364, 373
muviri waakamutswa nawo, 101, 102, 311-313
mwari, kwete Mwari, 96-98, 376, 377
nei vaJudha vakawanda vakaramba, 95, 96
zviitiko zvine chokuita nokuvapo kwake, 111, 114, 222-226
Judhasi Iskariyoti, akafanorongerwa?, 120
Kaini, mudzimai, 211
Kapoka kechitendero, nei Zvapupu zvisiri, 415, 416
King James Version, 46
Kiyi yoUmambo, 193-195
Krisimasi, 215-217
Kubatana, marudzi ose, 214, 215
zvisikwa zvose, pakunamata, 350, 351
Kubatana mukutenda, 54, 55
Kuberekwazve, 104-108
asina kuberekwazve angava nemudzimu mutsvene?, 106, 107
angaponeswa kana asina?, 106
nei kuchidiwa, 104, 105
Kubvisa Pamuviri, 108-110
Kuchema, munhu waunoda anenge afa, 308, 309
Kuchema, vakafa, 308, 309
Kuchinja kwemajini, kushanduka-shanduka, 159
Kuda zvinhu, 199, 200, 251, 252
Kudada, 250
Kudengenyeka kwenyika, mazuva okupedzisira, 224, 229
nei Mwari achibvumira, 177
Kudzoka kwaKristu, 110-114
asingaoneki, 111-114
Kudzvinyirirwa, kuzorodzwa nokusingaperi, 82, 83
Kufanoronga: ona “Kufanorongerwa zvichaitika muupenyu.”
Kufanorongerwa, Adhamu, 119
Jakobho naIsau, 119, 120
Judhasi Iskariyoti, 120
“kuda kwaMwari,” 116, 117
vaKristu, 120, 121
(Onawo “Kufanorongerwa zvichaitika muupenyu.”)
Kufanorongerwa zvichaitika muupenyu, 115-122, 310, 311
akafanoronga “nguva yokufa”?, 115, 116
Mwari akafanoziva uye akafanoronga zvinhu zvose?, 117-121
zvose “kuda kwaMwari”?, 116, 117
Kufanoziva: ona “Kufanorongerwa zvichaitika muupenyu.”
Kufuridzirwa, uchapupu huri muBhaibheri, 39-42
Kuita zvemidzimu, 122-127
kusunungurwa pamasimba emidzimu, 126, 127
pane chakaipa pakubvunza anoita zvemidzimu?, 124, 125
zvinodhaka, 432
zvinoita here kutaura nevakafa?, 122-124
Kukanganwira
vaapostora vakapiwa simba rokukanganwira, 140
Kukurudzira, 127-131
Kunamata, hakusi kwose kunofarirwa naMwari, 51, 52
Jesu, 99
kushandisa zvifananidzo, 34, 207, 208, 408, 426-430
muchinjikwa, 243, 244
vanhu, 252
zvisikwa zvose zvakabatana, 350, 351
“Kunambwa nechishamiso,” kwaMariya, 206
Kunyudzwa, 295
Kuongorora nyeredzi, 35, 121, 122, 216, 217
Kuora mwoyo, 127-131
Kupandukira, 251
Kuparadzana, kwevakaroorana, 146
nezvaJehovha naJesu, 421, 422
paimba neimba, 419, 420
Kuparwa kwemhosva, 11
kuwedzera, 225
Kupodapoda, kunoitwa nevakadzi, 400
Kuporesa, 134-139
Kuramba kutenda, 188-191
kuziva zviratidzo, 188-190
maonero atinoita vakatsauka pakutenda, 190
Kurambana, 146, 147
Kurangwa, kurangwa nokusingaperi, 76-79
kutambura kurangwa naMwari?, 177, 178
pashure porufu?, 287
Kurapa: ona “Kuporesa.”
Kureurura, 139-143
Kuroorana, barika, 144, 145
hanzvadzi nehanzvadzi, 147, 148
kuita zvepabonde vanhu vasati varoorana, 423
kunatsiridza, 148, 149
kunyoresa pamutemo, 143, 144
kuparadzana, 146
kurambana, 146, 147
Kusafa
kwakabva dzidziso yechiKristudhomu, 268, 269
mweya yevanhu inofa, 132, 267, 307
Kusaroora, 197
Kusateerera mutemo, mazuva okupedzisira, 225
Kusava nedivi raunotsigira, 149-155
kupindira mune zvematongerwo enyika, 152-154
kurwisana, 150-152
mireza uye nziyo dzokurumbidza nyika, 153, 154
Kushanduka-shanduka, 156-163
kuchinja kwemajini, 159
kusabvumirana kwemasayendisiti, 157
kwakashandiswa naMwari?, 162, 163, 165, 166
mifananidzo ye “yemaape,” 159, 160
ndeyesayenzi?, 156, 157
nzira dzokuziva misi, 236, 237
zvisaririra, 158, 159
Kushomeka kwezvokudya, mazuva okupedzisira, 223, 224
Kushopera, mitambo, 125, 126
Kusika, 163-167
kufanana, 166
kutenda kusika, munyika yezvesayenzi, 163-165
kwakabva zvinhu zvakashandiswa, 167
nguva yakatorwa, 167
Kusiyana kwevafundisi nevanhuwo zvavo, 34
Kusvuta, 434-437
Kutama-tama kwemweya, 168-171
kunzwa uchijairana nevanhu nenzvimbo, 168
kwakasiyana netariro yomuBhaibheri, 171
muBhaibheri mune uchapupu hwe-?, 169-170
Kutambudzwa, kurudziro yokutsungirira, 129, 130
nei Zvapupu zvichitambudzwa, 226, 420
Kutambudzwa, mupfumi naRazaro, 79, 80
nokusingaperi, muna Zvakazarurwa, 77, 78
‘Kutambudzwa nokusingaperi,’ 76-79
anokukonzera, 116, 117, 172, 173
chinangwa chaMwari?, 358, 359
kunoratidza kuti hakuna Mwari?, 259, 260
nei Mwari achibvumira, 172-179
vana vanoberekwa vakaremara, 176, 177
Kutambura, kurangwa naMwari?, 177, 178
Kutambudzika kukuru, vanopona, 185, 186, 228
Kutaura, kutuka, 252
munhu achifara chaizvo, 270
Kutenda, 179-182
kunowanikwa sei, 180, 181
kutenda kwoga hakuna kukwana, 182, 321
nei vanhu vakawanda vasina, 179, 180
Kutendeuka, Umambo hahumiriri kuti nyika itendeuke, 355, 356
vaJudha, 392, 393
Kutongwa, rumuko rwe-, 315, 316
Kutorwa, 182-188
Kutsiviwa Kwevaapostora, 191-198
“kiyi dzoumambo,” 193-195
Petro “dombo”?, 191-193
Petro muRoma?, 195
vatsivi, 195, 196
Kutukwa, vanhu vatema?, 212, 213
Kutya, Jehovha, 92, 93
mazuva okupedzisira, 225, 226
vakafa, 132
Kuvapo, kwaKristu, 110-114, 222-227
Kuvapo tisati taberekwa, 66, 67
Kuverenga nguva
“nguva dzakatarwa dzemamwe marudzi,” 238-240
Kuwedzerwa ropa, dzimwe nzira dzokurapa, 291, 292
kushandiswa kweropa revanhu, 290
vana, 292
Kuwedzerwa ropa, kumwe kurapwa, 291, 292
kurega ropa, 288-291, 292, 293
Kuzvisarudzira, kusava nehanya nezvinodiwa naMwari, 201, 250-252
kuvimba nokuongorora nyeredzi, 121, 122
Kuzvitonga, kusununguka zvechokwadi pasina mirayiro yeBhaibheri?, 199-202
mafungiro okudzivisa, 201, 202
Mabasa, anoenderana nokutenda, 182, 321, 322
Madhimoni, anokonzera uipi, 344, 345
anopfeka miviri yevanhu?, 126
kuita zvemidzimu, 122-127, 336
zvaanoita pamarudzi, 32, 82, 339
Madzitateguru, kuvada vachiri vapenyu, 133
mashoko anobva kuvakafa?, 133, 307, 308
vakafa, havagoni kubatsira kana kukuvadza chero ani 132
Mafaro, kutsvaka, 251, 431, 432
Majini, ndiwo akaita kuti pave nokushanduka-shanduka?, 159
Makore, Jesu “achiuya ari mugore,” 112, 113, 184
‘kutorwa mumakore,’ 183
Mapuraneti, pane upenyu here pane mamwe?, 361, 362
Mariya (Amai vaJesu), 203-210
akaberekwa asina chivi?, 206
akaenda nemuviri wenyama kudenga?, 206, 207
“Amai vaMwari”?, 205, 206
kunamata, 207, 208
kunyengetera kuna Mariya, 207
Marudzi Evanhu, 210-215
kwakabva vatema, 212, 213
zvikonzero zvokusiyana, 211, 212
Masvikiro, mashoko anobva kuvakafa, 123, 124, 133
Matenda, mazuva okupedzisira, 224, 225
Mazororo, Gore Idzva, 219
Isita, 218, 219
Krisimasi, 215-217
mazororo enyika, 221
okuyeuka “midzimu yevakafa,” 219-221
Zuva raValentine, 221
Zuva ravanaAmai, 221
Mazuva Okupedzisira, 12, 222-231
kutanga muna 1914, 227-228
nei atora nguva refu kudaro, 228, 229
Mesiya, nei vaJudha vakaramba Jesu, 95, 96
Mhandara, Mariya, 204, 205
Mhanza, 125, 126
Mhuka, kubudisa ropa kuti idyiwe, 289
mweya, 266
ukama hwakanaka nevanhu, 354
Mikaeri, anozivikanwa, 102, 103
Mirayiro Gumi, yakapfuura, 326, 327
Mireza, maonero evaKristu, 153, 154
Misa, chibayiro, 231, 233, 234
inozorodza mweya iri mupurigatori?, 235
kakawanda sei, 234, 235
kuchinja kwechingwa newaini kuva muviri neropa zvaKristu, 231-233
Misi, kuverenga 1914, 238-240
mazera evanhu vakararama Mafashamo asati aitika, 237
nzira dzemasayendisiti dzokutsvaka, 236, 237
Mitambo, inosanganisira kushopera, 125
Moto, kubhabhatidzwa ne-, 298
pasi richaparadzwa nemoto?, 283, 284
Moto weHero, kwakatangira dzidziso ye-, 80
MuBhudha, kuparidzira, 21
Muchinjikwa, kunamata, 243, 244
kwakabva wechiKristudhomu, 242, 243
rufu rwaJesu, 241, 242
Mudzimai, anopfuura mumwe chete?, 145, 146
nzvimbo yake mumhuri yechiKristu, 397
Mudzimu, kuziva vaya vane mudzimu mutsvene, 106, 107, 246, 247, 248, 249, 270-272
simba raMwari rinoita basa, 245, 246, 366, 367, 372
simba rinopa upenyu—chinoitika kwariri parufu, 247, 248, 267, 268
Mudzimu Mutsvene: ona “Mudzimu.”
Mudzimu Wenyika, zvinoratidza, 249-252
Mufaro, 13, 14, 67, 68, 81, 82
Muiti wezvakaipa, chipikirwa cheParadhiso, 279-281
Munyengetero, 254-258
kuna Mariya, 207
ku“vasande,” 407, 408
nyaya dzakakodzera, 257
vane minyengetero inonzwiwa naMwari, 254, 255
vane minyengetero isingagamuchirwi naMwari, 256
Mupfumi naRazaro, mufananidzo, 79, 80
Muponesi, Jehovha, 373
Muslim, kuparidzira mu-, 23, 24
Mutemo waMosesi, kuguma, 326, 327
zvikamu zvo“muitiro” uye “tsika”, 325, 326
Mutsa, 13
Muviri womunhu, uchapupu hwokuti wakasikwa, 165
wakagadzirwa kuti urarame nokusingaperi, 360, 361
asina mavambo, 261, 262
Jesu samwari, 96-98, 262, 263, 371, 373, 374, 376, 377
munhu chaiye, 260, 261
“Mwari wechokwadi bedzi,” 262, 263, 371
uchapupu hwokuti ariko, 258-260, 264
zita ra—parinowanikwa mushanduro dzeBhaibheri, 85-89
(Onawo “Jehovha.”)
Mweya, chii?, 265-267
kusafa—kwakatangira dzidziso, 268, 269, 308
kutama-tama kwe-, 168-172
rumuko, 311
wakasiyana nemudzimu, 267, 268
Ndima, Bhaibheri—nei dzimwe dzichiita sedzisimo, 343
Ndimi, kutaura ne-, 269-274
chipo chaizopfuurira kwenguva yakareba sei?, 272, 273
zvinoratidza kuti munhu ane mudzimu mutsvene?, 270-271
New World Translation, 340-344
mhando yeshanduro, 340-342
ndima dzinoita sedzisimo, 343
vashanduri, 341
zita rokuti Jehovha muMagwaro echiKristu echiGiriki, 342
Ngirozi huru, Jesu Kristu, 102, 103
“Nguva dzakatarwa dzemamwe marudzi”
kuverengwa kwadzo, 238-240
Nharaunda
maonero anoita Zvapupu kuvandudza, 420, 421
1914, maonero evanyori venhau dzenyika dzakaitika kare, 227, 228
Umambo hwakagadzwa, 238-240
Njodzi, nei Mwari achibvumira “njodzi dzinongoitika dzoga,” 177
Njodzi dzinongoitika dzoga, nei dzichibvumirwa, 177
Nyeredzi, kuongorora, 35, 121, 122
nyeredzi yakatungamirira vazivi venyeredzi kuna Herodhi, 216, 217
Nyika, 274-277
kudzivisa mudzimu wayo, 249-252
kupindira kwezvitendero, 35, 36, 198
kutendeuka, 355, 356
maonero anoita vaKristu, 58, 155, 276, 277, 414
vachapukunyuka pakuguma kwe-, 228
zvinorehwa nezviri kuitika, 38, 222-226
Nyoka, yakataura naEvha, 26
Nzara, mazuva okupedzisira, 223, 224, 229
Nziyo dzokurumbidza nyika, maonero echiKristu, 153, 154
144 000, ndivo chete vanofanira kuponeswa?, 323
nhamba chaiyo, 72
vaJudha chaivo chete?, 71, 72
Paradhiso, 277-281
muiti wezvakaipa muParadhiso, 279-281
kana pasina vanofa, vanhu vose vachagara pai?, 285, 318
Paradhiso yomunguva yemberi, 278-281, 354
richaramba riripo nokusingaperi, 28, 282-284
uchapupu hwokuti rakasikwa, 164
upenyu husingaperi, 69, 70
vachapona, pashure pokunge nyika yakaipa yaguma, 185, 186, 228
vagari—vachadzoka kubva kudenga?, 187, 284, 285
zvakaita pasi, 41, 42
Petro, “dombo”?, 191-193
‘kiyi dzoumambo,’ 193-195
Roma kana kuti Bhabhironi?, 195
vanapapa havasi vatsivi, 195
Purigatori, 286-288
Misa nokuda kwevari mu-, 235
panobva dzidziso, 286
Ramangwana, nei tisingafaniri kuita zvemidzimu, 125
zvinofanotaurwa neBhaibheri, 12, 13, 117, 118, 350-354, 362, 363
Ropa, 288-294
Rubhabhatidzo, kunyudzwa mumvura, 295-296
nemoto, 298
“nokuda kwevakafa,” 297, 298
Rudo, harumo munyika, 13
kutonhora, 225
nokuda kwevamwe vanhu, 56
runoratidza chitendero chechokwadi, 58
rwaMwari, runokanganiswa neAmagedhoni?, 31
Rudzikinuro, 298-304
kusiyana kwakaita rufu rwaJesu nerwevamwe, 299
ndiani anobatsirwa, uye nei, 301-303
nei ruchidiwa, 299-301
runofanira kuita kuti tirarame sei?, 304
vana, 176, 177
chirango pashure pacho?, 76-80, 287
maonero evaBhabhironi, 34
nguva yakafanorongwa?, 115, 116, 310, 311
nyaya nezve“humwe upenyu,” 307, 308
rufu rwaJesu rwakasiyana, 299
runokonzerwa nechivi chaAdhamu, ruchabviswa, 353, 354
runokonzerwa nokusvuta, 435, 436
tariro yorumuko, 128, 129, 313-318, 353
tsika dzemariro, 308-309
urongwa hwaMwari?, 305, 310, 358, 359
Rumuko, 311-318
kusiyana nokutama-tama kwemweya, 171
muviri waJesu waakamutswa ainawo, 101, 102, 311, 312
rwepasi, 314-318
rwokudenga, 313, 314
Ruponeso, 318-323
munhu akaponeswa kamwe chete, atoponeswa zvachose?, 320, 321
rwevaya vasina “kuberekwazve”?, 106
vaJudha, 392, 393
vanhu vose?, 318-320
zvinodiwa, 100, 101, 300, 301, 321
Sabata, 323-330
revhiki nevhiki, nderevaKristu?, 323, 324
zvarinoreva kuvaKristu, 328, 329
Sangano, 330-334
kuziva kwatingaita raMwari rinooneka, 333, 334
uchapupu hwokuti Mwari ane, 330-333
zvine basa?, 55-57
Satani Dhiyabhorosi, akakandwa kubva kudenga, 240, 339, 340
anokonzera uipi, 344, 345
anounganidzira marudzi kuAmagedhoni, 32
kukandwa mugomba rakadzikadzika, 339, 340
kwaakabva, 337
munhu womudzimu, 335, 336
mwari wenyika ino, 338, 339
mutongi wenyika, 338, 339
nei akabvumirwa kuti arambe aripo, 337, 338
Sauro, akataura na“Samueri” kuburikidza nesvikiro, 123
Sayenzi, Bhaibheri rakatangira vezvesayenzi, 41, 42
kudavira mukusika, 163-165
kutenda muna Mwari, 258, 259
maonero akasiyana nezvokushanduka-shanduka, 156-158
Shanduro, kuvimbika kweBhaibheri, 42, 43, 341, 342
shanduro dzeBhaibheri padzinosiyana, 376
Soromoni, madzimai, 145, 146
Uchangamire, nyaya ye-, 337, 338, 345, 346
Umambo hunotsigira uchangamire hwaJehovha, 350
Uchenjeri, hwechokwadi, 387
hwevanhu, 388-390
hunoratidza kuti hakuna Mwari?, 259, 260
kutambura, kurangwa naMwari?, 177, 178
nei hwakawanda, 344, 345
nei Mwari achibvumira, 345-347
nei pashure pokugadzwa kwoUmambo, 240
hurumende, 348, 349
“kiyi dzoumambo,” 193-195
nguva yokugadzwa, 238-249, 355, 356
vanotonga naKristu, 71-73, 104, 105
zvahuchaita, 350-354
Umusoro, 397
Ungochani, 422-426
Uori, kusunungurwa zvachose, 82, 83
Upenyu, 356-362
chinangwa, 13, 14, 38, 357, 358
kubvisa pamuviri, 108-110
mamwe mapuraneti?, 361, 362
upenyu husingaperi, 13, 14, 49, 70, 71, 299-301, 360, 361
zvinofanira kuitwa nerudzikinuro pane hwedu, 304
huchazadzika, 362, 363
kuzadzika, 39-41, 84, 222-227, 238-240
nei tichifanira kunyatsohufarira, 363, 364
Uroyi, 35
Urwere, kunamatira, 134-136, 138, 139
kuporeswa zvachose, 128, 138, 352
Ushamwari, hwakaipa, 200, 201
Utatu, 365-386
kwakabva dzidziso yacho, 34, 196, 197, 365, 366
magwaro anoshandiswa nevanodavira Utatu anonyatsohutsigira?, 372-384
mamiriro ezvinhu evaya vanoomerera kwahuri, 384, 385
zvinotaurwa nezvedzidziso yacho zvinobva muBhaibheri?, 366-371
Uzivi, 387-390
Vaapostora, kukanganwira zvivi, 140
Petro “dombo”?, 191-193
Vacheche, rubhabhatidzo, 295
rufu, 306
vana vaberekwe vakaremara, 176, 177
VaJudha, 390-396
kuparidzira ku-, 22, 23
kurambwa kwaJesu saMesiya, 95, 96
kuzivikanwa kwe144,000, 71, 72
vanhu vakasarudzwa?, 390-392
Vakadzi, Bhaibheri harivaderedzi sevanhu vasingakoshi, 396, 397
chifukidziro chomusoro, 398, 399
kupodapoda nezvishongo, 400
vashumiri, 398
Vakafa, havagoni kubatsira kana kukuvadza vapenyu, 132
kubhabhatidzwa nokuda kwe-, 297
kutaura ne-, 122-124, 133, 308, 309
kwavari, 306
mamiriro avo ezvinhu, 74, 287, 288, 307
mazororo okuyeuka, 219, 220
rumuko, 128, 129, 313-318, 353
VaKristu
kuziva kwatingaita vechokwadi, 57-59, 136, 272
zvapupu zvaJehovha naJesu, 421, 422
Vana, 12
kuwedzerwa ropa, 292
maonero anoita Mwari mwana asati aberekwa, 109
paAmagedhoni, 31
rubhabhatidzo rwevacheche, 295
urema hwokuberekwa nahwo, 176, 177
vana vaMwari, 213, 214
Vanakomana vaMwari, 105, 213, 214
Vane simba rokuita zvishamiso, 134-136, 270, 271
Vaprofita, kuziva vechokwadi nevenhema, 401-404
Vaprofita Venhema, 401-406
Zvapupu zvaJehovha?, 405
Vasande, 406-410
havana kana chivi?, 409
kunyengetera ku-, 407, 408
madenderedzwa echiedza, 408, 409
zvifananidzo uye zvisaririra, 408, 427, 428
Vashumiri, vakadzi, 398
Vatema, kutukwa kwaKenani, 212, 213
Yahweh, Jehovha kana kuti Yahweh?, 89, 90
Zuva, kureba kwerokusika, 160, 167
Zuva raValentine, 221
Zuva ravanaamai, 221
Zuva rokuberekwa, 410-412
Zvakasikwa, kwazvakabva, 41
Zvapupu zvaJehovha, 412-422
chitendero chokuAmerica?, 414, 415
dzidziso dzinovasiyanisa, 413, 414
havasi vaprofita venhema, 405, 406
kugadzirisa maonero, 404, 405, 419
kunobva mari yazvinoshandisa, 415
mavambo, 416
ndicho chete chitendero chechokwadi here?, 417, 418
nei zvichitambudzwa, 420
Zvematongerwo enyika, kupindira kwechitendero, 35
maonero evaKristu, 152, 153
maonero eBhaibheri, 422, 423
ungochani, 424-426
vanhu vasina kuroorana, 423
Zvifananidzo, 426-430
chifananidzo kana kuti chidhori?, 426, 427, 428
Mariya, 207, 208
zvechiBhabhironi, 34
zvinobatsira pakunamata?, 427
Zvinhu, kushamisira, 251, 252
upenyu hunodzorwa nechido chokuva ne-, 251
Zvinodhaka, fodya, 434-436
kurega, 436, 437
migumisiro, 433-436
zvinotaurwa neBhaibheri, 431, 432, 434-436
Zvinwiwa zvinodhaka
mbanje yakasiyana, 434
migumisiro yokunyanyonwisa, 200
Zvipo zvomudzimu, nei zvichipiwa, 137
Zviroto, 437, 438
Zvisaririra, kunamata, 408
Zvisaririra, kushanduka-shanduka, 157-159
Zvishamiso, zvaJesu, 100, 352, 353
Zvishongo, zvinopfekwa nevakadzi, 400
Zvokudya, mafashafasha muUmambo, 352
nyama yemhuka, 289