RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • tp p. 188
  • Kupiwa Kwezvinyorwa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kupiwa Kwezvinyorwa
  • Rugare Rwechokwadi Nokuchengeteka—Ungaruwana Sei?
  • Mashoko Akafanana
  • Kupiwa Kwezvinyorwa
    Kupukunyuka Ndokupinda muPasi Idzva
  • “Pfuurira Muzvinhu Zvawakadzidza”
    “Tarirai! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvose Zvive Zvitsva”
  • Rarama Nokusingaperi muParadhiso Pasi Pano
    Unofanira Kudavira Utatu Here?
  • Kudhinda Nokuparadzira Shoko Rinoyera Ramwari Amene
    Zvapupu zvaJehovha—Vazivisi voUmambo hwaMwari
Ona Zvimwe
Rugare Rwechokwadi Nokuchengeteka—Ungaruwana Sei?
tp p. 188

Kupiwa Kwezvinyorwa

Kuuya kweUmambo hwaMwari ndiko kunonyanya kukosha chaizvo kuvanhu kupfuura chero chii zvacho chakamboitika. Ndosaka tese zvedu tichifanira kunyatsoziva nezveUmambo uhwu.

Zvapupu zvaJehovha zvichafara kukurukura newe nezvenyaya iyi inokosha usingabhadhare, ungava uri wega kana kuti muri pamwe chete semhuri. Kana uchida kuti Chapupu chaJehovha chikushanyire kuti muzokurukura nyaya dziri muBhaibheri dzakaita seiyoyo, nyorera kuWatch Tower pakero yaiswa papeji rinotevera rebhuku rino.

Pacharongwa kuti Chapupu chaJehovha chikushanyire kuti chikubatsire kunyatsonzwisisa nezveUmambo. Mamiriyoni evanhu vanogara munzvimbo dzakasiyana-siyana pasi rese akabatsirwa nekukurukura nyaya dziri muBhaibheri asingabhadhare. Saka newewo unogona kutowana mhinduro dzinogutsa dzichakubatsira kuti uve nekutenda muUmambo hwaMwari.

Ungada here kuverenga Shoko raMwari rakashandurwa nemazvo muchiShona uye riri nyore kunzwisisa? Pakashandurwa maBhaibheri eShanduro yeNyika anopfuura 60 000 000. Kana uchidawo Bhaibheri rako unogona kunyorera kuWatch Tower uchishandisa kero iri papeji rinotevera.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe