RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 69
  • Kuzvipira Kwoumwari Negutsikano

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuzvipira Kwoumwari Negutsikano
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Pakutsungirira Kwenyu Wedzerai Kuzvipira Kuna Mwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • Govera Kutsungiriro Yako Kuzvipira Kwoumwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Zvingaita Here Kuti Ugutsikane?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Tevera Muenzaniso waJesu Wokuzvipira Kwoumwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 69

Rwiyo 69

Kuzvipira Kwoumwari Negutsikano

(1 Timotio 6:6)

1. Kuti tikomborerwe,

Pamwe negutsikano,

Titerere Shoko raJa

Umwari tosimbisa.

Umwari hune betsero,

Hunotirwira pachivi.

Zuva rose M’nzira yaJa,

Tinoshingairira.

2. Tinogutswa naMwari,

Ndizvo tinosarudza:

Kubatira Mwari oga,

Zvokwadi tozivisa.

Tinoterera kokero

Yokufamba m’ruponeso.

Nomufaro, Tinofunga

Revererwo yaMwari.

3. Toonga Mwari kwazvo,

Bva nyika inovenga,

Wokomborera Umwari

M’mazuva omugumo.

Tingwaririre zvokwadi,

Ndokubvisa rutyo rwose.

Tingwarire Gutsikano

Nenzwisiso yom’Kristu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe