RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 6
  • Zivisa Mashoko Akanaka Asingaperi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zivisa Mashoko Akanaka Asingaperi
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Ngirozi Dzinogona Kukubatsira Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
  • Mashoko Akanaka Orudzi Rwose Rwomunhu!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Ngatiparidze Aya Mashoko Akanaka oUmambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ngirozi—Kubatsira Kwadzinoita Vanhu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 6

Rwiyo 6

Zivisa Mashoko Akanaka Asingaperi

(Zvakazarurwa 14:6-8)

1. Ngirozi yaMwari yopota nenyika,

Namashoko akanaka muchadenga.

Yoti: ‘Ityai ugere pachigaro.

Namatai Jehovha mumushumire.

Nokuti rutongeso rwakerwasvika,

Vaipi vachanzwa simba rake guru.’

Vaparidzi voUmambo havangatyi

Voreva mashoko akanaka kwose.

2. Ngirozi yepiri yozivisa chii

Chingaitwa neZvapupu zvaJehovha?

Yoreva kuwa kweBhabhironi Guru,

Kuti nokuchimbidza richaparadzwa.

Saka tinorairwa kuparidzira

Kutsiva nereverwo yezita rake.

Munda watinoparidzira mukuru;

Totungamirwa nengirozi yaMwari.

3. “Mwanakomana womunhu” nengirozi

Achatonga marudzim uzuvairi.

‘Venga kuipa’ ‘shandisa zvakanaka.’

Itya Mwari, chengetedza mirairo.

Chinodikanwa chatakapiwa naShe

Ku‘paridza, ’nokudzidzisa zvokwadi.

Savashumiri nyeverai nesimba,

“Uya tinamate Mwari nomufaro.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe