Butiro/Peji Yevabudisi
Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
© 1978, 2004
WATCH TOWER BIBLE AND TRACT SOCIETY OF PENNSYLVANIA
Vabudisi
WATCHTOWER BIBLE AND TRACT SOCIETY OF NEW YORK, INC. Brooklyn, New York, U.S.A.
Mashoko anobva muBhaibheri ari mubhuku rino haana kutorwa sezvaari chaizvo. Akanyorwa zviri nyore kuitira kuti vana vaduku vaanzwisise. Magwaro ari pakaperera nhau imwe neimwe anoratidza pakatorwa mashoko acho muBhaibheri.
Rakadhindwa Muna 2012
Bhuku rino haritengeswi. Rimwe remabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo zvokuzvidira.