RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g17 nha. 6 p. 16
  • Indekisi yeMukai! dza2017

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi yeMukai! dza2017
  • Mukai!—2017
  • Misoro Midiki
  • CHITENDERO
  • DZIMWEWO NYAYA
  • MAZANO EKUBATSIRA MHURI
  • MHUKA NEMITI
  • NHAURIRANO
  • NYIKA DZAKASIYANA-SIYANA
  • SAINZI
  • UTANO NEMISHONGA
  • VANHU VAKAKURUMBIRA
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
  • ZVINOTAURA BHAIBHERI
  • ZVIRI KUITIKA PASI RESE
Mukai!—2017
g17 nha. 6 p. 16

Indekisi yeMukai! dza2017

Mukai! ndiyo magazini inoparadzirwa zvakanyanya uye inofarirwa nevakawanda pasi rese!

Muna 2017 pakaprindwa magazini anopfuura 360 miriyoni mumitauro inopfuura 100!

CHITENDERO

  • Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari Here? Nhamba 3

DZIMWEWO NYAYA

  • Zvakaipa Here Kuona Mafirimu Emashiripiti? Nhamba 2

  • Zvaungaita Kuti Usapambadza Zvinhu: Nhamba 5

  • Zvekuita Zviri Kukuwandira Here? Nhamba 4

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

  • Kana Vana Vabva Pamba (wanano): Nhamba 4

  • Kudzidzisa Vana Kuzvininipisa (vabereki): Nhamba 6

  • Kunakidzwa Nekuita Zvinhu Zvinotyisa Kwakaipa Here? (vechidiki): Nhamba 5

  • Kunyemwerera Kunobatsira: Nhamba 1

  • Kurwadziwa Kunoita Vana Pavanofirwa: Nhamba 2

  • Paunofirwa Nemubereki (vechidiki): Nhamba 2

  • Tenda Zvinoitwawo Nemumwe Wako (wanano): Nhamba  1

  • Zvakanakira Kupa Vana Mabasa Epamba (vabereki): Nhamba 3

  • ‘Zita Rakanaka Riri Nani Panzvimbo Pepfuma Zhinji’: Nhamba 4

MHUKA NEMITI

  • Arctic Tern: Nhamba 4

NHAURIRANO

  • Chiremba Weuropi Anotsanangura Kutenda Kwake (Rajesh Kalaria): Nhamba 4

  • Nyanzvi Yekugadzira Masoftware Inotsanangura Kutenda Kwayo (Dr. Fan Yu): Nhamba 3

NYIKA DZAKASIYANA-SIYANA

  • Kazakhstan: Nhamba 5

  • New Zealand: Nhamba 6

  • Spain: Nhamba 2

SAINZI

  • Chinoita Kuti Svosve rekuSahara Desert Risatsva Nezuva: Nhamba 1

  • Kumhara Kunoita Nyuchi: Nhamba 2

  • Mvere dzeMbiti Yemugungwa: Nhamba 3

  • Ruvara Runopenya rweBlue rwePollia Berry: Nhamba 4

  • Shepi Yematemhe Ehozhwa: Nhamba 5

  • Une Uropi Hwechipiri Here? Nhamba 3

UTANO NEMISHONGA

  • Vechidiki Vanorwara neDepression: Nhamba 1

VANHU VAKAKURUMBIRA

  • Alhazen: Nhamba 6

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

  • “Wainyatsoona Kuti Vane Rudo” (kudengenyeka kwenyika kuNepal): Nhamba 1

ZVINOTAURA BHAIBHERI

  • Hondo: Nhamba 5

  • Kubvisa Pamuviri: Nhamba 1

  • Muchinjikwa: Nhamba 2

  • Muedzo: Nhamba 4

  • Ngirozi: Nhamba 3

  • Zita raMwari: Nhamba 6

ZVIRI KUITIKA PASI RESE

  • Kana Njodzi Ikaitika Zvii Zvatingaita? Nhamba 5

  • Nyika Yakanangepi? Nhamba 6

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe