Zviri Mukati
January–March 2010
Zvinhu Zvinokosha Zvinoita Kuti Mhuri Ibudirire
Tinonzwa nezvezvinhu zvakawanda zvakaipa zvinoitika mumhuri dzinokundikana. Asi ndezvipi zvakanaka zvinoitika mune dziya dzinobudirira? Nyaya dzokutanga dzakatevedzana mumagazini ino yeMukai! ine nyaya inokosha dzinoratidza zvinhu zvinomwe zvinokosha zvinoita kuti dzibudirire.
3 Chinokosha 1: Kuisa Zvinonyanyokosha Pokutanga
5 Chinokosha 3: Kushanda Pamwe Chete
8 Chinokosha 6: Kukanganwirana
9 Chinokosha 7: Fandesheni Yakasimba
10 Imba Yakakamuka—Kukanganiswa Kunoitwa Vachiri Kuyaruka Nokurambana
14 Dzimwe Mhuri Dzakabudirira—Chikamu 1
22 Dzimwe Mhuri Dzakabudirira—Chikamu 2
27 Indekisi ya2009 Yenyaya dzeMukai!
28 Ndakarega Kushandira Pasi Pegungwa Ndikatanga Kushumira Jehovha