RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g09 July p. 32
  • “Ungapukunyuka Sei Mugumo Wenyika?”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ungapukunyuka Sei Mugumo Wenyika?”
  • Mukai!—2009
Mukai!—2009
g09 July p. 32

“Ungapukunyuka Sei Mugumo Wenyika?”

◼ Bhaibheri rinenge richirevei parinotaura nezvomugumo wenyika, kana kuti mamiriro ezvinhu epanguva ino? Kuti rinenge richireva here hondo yenyukireya ichatsvaira vanhu vose vanogara panyika? Kana kuti rinenge richitaura nezvetsaona inogona kungoitika yakadai sokubonderana kwenyika yedu nezidombo rinobva kudenga here? Zvinofadza kuti Bhaibheri rinotaura kuti “boka guru revanhu,”richapona kuguma kwenyika. (Zvakazarurwa 7:9, 10, 14) Vachava vanaani? Ungava mumwe wavo here?

Mibvunzo iyi inokosha ichapindurwa muhurukuro yavose inoti “Ungapukunyuka Sei Mugumo Wenyika?” Ichakurukurwa pamagungano eZvapupu zvaJehovha ane musoro unoti “RAMBAI MAKARINDA!” achatanga muna May muUnited States oenderera mberi munyika yose. Uri kukokwa noushamwari kuti upinde gungano richaitirwa pedyo nekwaunogara. Ona Zvapupu zvaJehovha zvekwaunogara kana kuti nyorera vabudisi vemagazini ino.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe