RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g08 January pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2008
  • Mashoko Akafanana
  • Batsirai Vana Venyu Kukunda Matambudziko Avo Akawanda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Ganda reShark
    Zvakangoitika Zvega Here?
  • Mungaita Sei Kuti Mhuri Yenyu Ifare?—Chikamu 2
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Norudo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
Ona Zvimwe
Mukai!—2008
g08 January pp. 1-2

Zviri Mukati

January-March 2008

Chengetedzai Vana Venyu!

Nemhaka yokuwanda kwaita vanhu vanoshinha nevana, vabereki vanoda kuziva kuti vangadzivirira sei vana vavo. Nyaya idzi dzingakubatsira.

3 Ngozi Inotyiwa Nomubereki Wose

4 Modzivirira Sei Vana Venyu?

9 Itai Kuti Mhuri Yenyu Ive Yakabatana

14 Tovimba Here Kana Kuti Torega?

15 Bhuku Rakasiyana Nemamwe

16 Ungavimba Nemazano eBhaibheri Here?

19 Nei Tichitya Kufa?

21 Kana Munhu Afa Atotsakatika Here?

29 “Ratidzai Kuti Munoonga”

30 Indekisi ya2007 Yenyaya dzeMukai!

31 Ungapindura Sei?

32 Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo Nezvoupenyu Pashure Porufu?

Nei Tichifanira Kuchengetedza Zvakatipoteredza? 12

Zvikonzero zvipi zvakanaka zvinoita kuti tichengetedze zvakatipoteredza? Tinofanira kusvika papi pakuda kuita izvozvo?

Nei Ndichifanira Kuteerera Zvinotaurwa neBhaibheri? 26

Ona kuti nei vechiduku vakawanda vachikoshesa zvikuru zvinotaurwa neBhaibheri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe