Zviri Mukati
April–June 2007
Pakuchange Kusisina Zvirwere!
Sayenzi yafambira mberi chaizvo mune zvokurapa uye kutarisira utano. Asi zvirwere zviri kuramba zvichiuraya vanhu vakawanda. Pachazombova nenguva pakuchange kusisina zvirwere here?
3 Vanhu Vose Vanoda Utano Hwakanaka!
4 Sayenzi Icharapa Nyika Here?
10 Pakuchange Kusisina Zvirwere!
12 Zvakadii Nemhiko Dzokusaita Zvepabonde?
17 Zvinotaurwa neBhaibheri ChiKristu Chakundikana Here?
20 Chii Chiri Kuitika Kumachechi?
23 Nguva Yemberi yechiKristu Ichange Yakaita Sei?
Ndirini Pandinofanira Kutanga Kudanana Nomumwe Munhu? 13
Wagadzirira kuti utange kudanana nomumwe munhu here? Verenga pfungwa nhatu dzingakubatsira kupindura mubvunzo iwoyo.
Unogona Kudzidza Mumwe Mutauro! 26
Kudzidza mumwe mutauro kufambira mberi kukuru. Ona kuti vamwe vakabudirira uye vakafara sei.