RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g07 January pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Mukai!—2007
  • Mashoko Akafanana
  • Mwari Ari Kupi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Mubvunzo Wakaomesesa
    Mukai!—2007
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2003
  • Njodzi Dzinongoitika Dzoga—Nei Dzanyanya Kuwanda?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
Ona Zvimwe
Mukai!—2007
g07 January pp. 1-2

Zviri Mukati

January-March 2007

“Nei?” Kupindura Mumwe Wemibvunzo Yakaomesesa

Vanhu vakawanda vanotambura pamusana penjodzi dzinongoitika dzoga, kurwiswa nemagandanga, kana kuti tsaona dzakaipisisa. Wakamboshamisika here kuti nei Mwari achibvumira kuti zvinhu zvakadaro zviitike? Ona kuti Bhaibheri rinopa mhinduro sei, uyewo nyaradzo netariro.

3 Mubvunzo Wakaomesesa

5 Nei Mwari Achibvumira Kutambura?

9 Mwari Ane Hanya!

10 “Nguva Yokudya Inoita Kuti Tive Pedyo Nepedyo”

11 Munhu Mukuru Kwazvo Pane Vakamborarama

12 Nei Achikosha Kwazvo

15 Upenyu Hwaachaita Kuti Huvepo

18 Vechiduku Vanobvunza Kuti . . . Ndingakurira Sei Tsika Iyi?

24 “Unogadzirwa Nezvinhu Zvisina Tsvina”

26 Taizoita Sei Kudai Pakanga Pasina Madhongi?

28 Zvinotaura Bhaibheri Unogona Kubatsira Vakafa Here?

30 Indekisi ya2006 Yenyaya dzeMukai!

31 Ungapindura Sei?

32 Chipo Chakakosheswa Zvikuru

Ndakanga Ndiri Mwanakomana Akarasika 21

Dzidza nezvewechiduku akapandukira vabereki vanotya Mwari uye kuti chii chakaita kuti achinje mararamiro ake uye kuti pakupedzisira adzoke.

[Mufananidzo uri papeji 2]

BUTIRO: Flood: © Tim A. Hetherington/Panos Pictures

[Mufananidzo uri papeji 2]

PRAKASH SINGH/AFP/Getty Images

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe