Zviri Mukati
December 8, 2004
AIDS Ichapera Rini? 3-11
Kwemakore anenge 20, vanamukoti uye vatsvakurudzi vezvoutano pasi pose vakabishaira vachirwisa AIDS. Tava pedyo nokupedza zvachose chirwere ichi chinouraya here?
3 Mushonga weAIDS—Uri Kudiwa Nokukurumidza!
5 Kufambira Mberi Mukurwisa AIDS
12 Kana Munhu Waunoda Ane Chirwere Chepfungwa
15 “Munhu Wose Anofanira Kuverenga Bhuku Iri”
20 Kugutsa Chido Chedu Chokuva Neshamwari
24 Shamwari Dzakanaka—Shamwari Dzakaipa
32 Indekisi Yevhoriyamu 23 yeMukai!
Dare rokuEurope Rinotsigira Kodzero Dzavamwe Amai 18
Dare repamusoro rinogadzirisa kusaruramisira kwakaipisisa kwakaitirwa vamwe amai nevana vavo.
Ndingaita Sei Kana Ndakundikana? 29
Vechiduku vakawanda vanotya kukundikana. Asika, munhu wose anokanganisa. Ungadzivisa sei kurwadziwa nokukundikana?
[Mufananidzo uri pabutiro]
BUTIRO: UNITED STATES—Murwere ane AIDS anogadzirira musanganiswa wemishonga 14 yaanonwa katatu pazuva
[Kwazvakatorwa]
BUTIRO: Mufananidzo naJoe Raedle/Getty Images
[Mufananidzo uri papeji 2]
SOUTH AFRICA—Vana vaviri vanomirira kuti vabereki vavo vafe neAIDS
[Kwazvakatorwa]
© Paul Weinberg/Panos Pictures