RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g03 12/8 p. 32
  • Indekisi Yevhoriyamu 22 yeMukai!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Indekisi Yevhoriyamu 22 yeMukai!
  • Mukai!—2003
  • Misoro Midiki
  • MHUKA NEZVIRIMWA
  • NYAYA DZENYIKA NEMAMIRIRO EZVINHU
  • NYAYA DZOUPENYU
  • NYIKA NEVANHU
  • UKAMA HWEVANHU
  • UTANO NOMUSHONGA
  • VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI
  • ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
  • ZVINOTAURA BHAIBHERI
Mukai!—2003
g03 12/8 p. 32

Indekisi Yevhoriyamu 22 yeMukai!

MHUKA NEZVIRIMWA

Kukurukurirana, 10/8

Kutama Kukuru (mvumba), 3/8

Masango Anogara Achinaya Mvura, 7/8

Munda Wemabhanana, 4/8

Mvuu, 5/8

Nairobi National Park, 6/8

Uto Riri Kufora! (uto remasvosve), 6/8

Vatambi Vane Minhenga Mitsvuku, 2/8

Zvokudya Zvinobva Mubindu Rako Pachako, 12/8

NYAYA DZAKASIYANA-SIYANA

Fashoni, 9/8

Kufambisa Ngarava Nemvura, Denga, uye Mhepo, 9/8

Kunyemwerera, 2/8

Motokari, Dzekare Nedzazvino, 1/8

Munhu Anotevedzera Zvakaitwa noMusiki (girobhu), 12/8

Shangu Dzako Dzinonyatsokwana Here? 3/8

Wana Mashoko Akarurama (Indaneti), 2/8

‘Usakanganwa Amburera Yako!’ (amburera), 8/8

NYAYA DZENYIKA NEMAMIRIRO EZVINHU

Kudheerera, 9/8

Kushandisa Zvinodhaka Mumhuri, 4/8

Kushaya Zvokudya Zvinovaka Muviri, 3/8

Mamiriro Okunze, 8/8

Matambudziko Evarimi, 10/8

Mhosva Dzechisimba, 7/8

Mitero Yakanyanya Kukwirira Here?12/8

Oiri—Ichazombopera Here? 11/8

Tochengetedza Zvakatipoteredza Here? 12/8

Tsika, 6/8

Upfambi Hwevana, 2/8

Zvinonyadzisira, 8/8

NYAYA DZOUPENYU

Kuchinjwa Kwakaitwa Upenyu Hwangu Nokukuvara (S. Ombeva), 5/8

Kusunungurwa Pangetani Dzoruvengo (J. Gomez), 1/8

Kutenda Kunoedzwa muNazi Europe (A. Letonja), 2/8

Mawaniro Andakaita Upenyu Hune Chinangwa (E. Pandachuk), 11/8

Nzira Yakagutswa Nayo Nyota Yangu Yokunamata (L. Moussanett), 7/8

NYIKA NEVANHU

Kudya Usingashandisi Forogo, Banga Nechipunu (Ghana), 4/8

Nairobi National Park (Kenya), 6/8

Siriya, 2/8

St. Petersburg (Russia), 9/8

Tsumo dzevaAkan (Ghana), 4/8

UKAMA HWEVANHU

Kudheerera, 9/8

Kukurukurirana, 10/8

Kushandisa Zvinodhaka Mumhuri, 4/8

Uduku, 5/8

UTANO NOMUSHONGA

Chirwere Cheshuga, 5/8

Kamuti Kanochenesa Mazino, 9/8

Kuita Kuti Pamuviri Pako Pasava Nengozi, 1/8

Kurara, 4/8

Kushaya Zvokudya Zvinovaka Muviri, 3/8

Mvura, 6/8

Mwana Paanenge Aine Fivha, 12/8

Nzira Nhanhatu Dzokuchengeta Utano Hwako, 10/8

Sipo—“Mushonga Wokuzvirapa Nawo,” 12/8

Unofanira Kurara Zvakakwana! 2/8

Utachiona Husingaurayiwi Nemishonga, 11/8

Zvirwere Zvinoparadzirwa Nezvipembenene, 6/8

Zvisarudzo Zvinobatsira Utano Hwako, 9/8

VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI

Kana Njodzi Yaitika, 7/8

Kubiridzira, 2/8

Mavhidhiyo Emimhanzi, 3/8, 4/8

Mwana Wokurerwa Nevabereki Vasiri Vake, 5/8, 6/8

Ndingabuda Sei Mumumvuri Wevabereki Vangu? 11/8

Ndingaita Sei Kuti Ndisagare Ndichingotevedzera Mukoma Wangu? 12/8

Ndingarega Sei Kuda Kufanana Nevamwe? 1/8

Ndinofanira Kuedza Kuva Akakwana Here? 8/8, 9/8

Ndinofanira Kutemwa Nyora Here? 10/8

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Chimwe Chinhu Chakatadza Kukukurwa Nedutu (basa rokuyamura), 8/8

Dare Repamusorosoro reUnited States Norusununguko Rwokutaura, 1/8

Pashure Pokuputika (Ecuador), 9/8

Rudo Munguva Yenhamo (Nigeria), 3/8

Zvaakanyora Nokutaura Zvakaorora (mudzidzi), 9/8

ZVINOTAURA BHAIBHERI

Apo Iwe Nevadiwa Vako Munenge Muine Zvitendero Zvakasiyana, 11/8

Chivi Chisingakanganwirwi, 2/8

Kubatana kwechiKristu Kunoda Kuti Vafanane Pazvose Here? g03 5/8

Kunyanya Kuda Zvinhu Zvenyama Chii? 4/8

Kurarisa Munhu Asi Achikwanisa Kuona Kana Kunzwa Kwakakodzera VaKristu Here? 7/8

Kusataura Zvinokuvadza, 6/8

Kuvenga Mamwe Madzinza Kunopembedzwa Here? 8/8

Mararamiro “Asiri Omuzvarirwo”—Mwari Anoabvumira Here? 10/8

Mwari Anotikomborera Nepfuma Here? 9/8

Tinofanira Kushandisa Sei Rusununguko Rwokusarudza? 3/8

Unogona Sei Kudzivisa Kuda Zvakaipa? 12/8

VaKristu Vanofanira Kuva Varombo Here? 1/8

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe