Zviri Mukati
July 8, 2003
Mhosva Dzechisimba Pane Chinogadzirisa Here?
Akapona anochema pashure pemariro evana vasere vokuchikoro vakaurayiwa muIkeda, kuJapan. Mhosva dzechisimba dziri kuparwa munyika yose. Chii chinoita kuti vanhu vaite zvakaipa kudaro? Pachazombova nechinogadzirisa here?
3 Mhosva Dzechisimba—Chii Chiri Kumboitika?
5 Nei Kune Mhosva Dzechisimba Dzakawanda Kwazvo Zvino?
10 Kuwana Chinogadzirisa Chaicho—Zvinokwanisika Here?
12 Chinhu Chinokosha Muupenyu—Mvura
19 Masango Anogara Achinaya Mvura—Anogona Kuchengetedzwa Here?
21 Masango Anogara Achinaya Mvura—Tinogona
Masango Anogara Achinaya Mvura—Achadzivirirwa Naani?
Ndinogona Sei Kubata Nenjodzi Kana Yaitika? 16
Njodzi dzinongoerekana dzaitika dzingaita kuti vechiduku vanangane nemimwe yemibvunzo yakaomesesa muupenyu. Heino nhungamiro yokukurumidza inonyaradza padzimwe dzemhinduro dzinokosha.
Nzira Yakagutswa Nayo Nyota Yangu Yokunamata 28
Verenga nezvomumwe sisita akanga asingagutswi mune zvokunamata—kutozosvikira atanga kudzidza chokwadi cheBhaibheri chakachinja upenyu hwake.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
AFP PHOTO/Toshifumi Kitamura