Indekisi Yevhoriyamu 21 yeMukai!
MHUKA NEZVIRIMWA
Chinwiwa Chinozorodza, 5/8
Mbizi, 2/8
Mutauro Wemhuka Dzomusango—Kukurukurirana, 4/8
Tupuka Turi Nyanzvi Dzokurasa Marara, 6/8
NYAYA DZAKASIYANA-SIYANA
Kuona Unyanzvi Hwokugadzira Muzvinhu Zvakasikwa, 12/8
Manhamba (kuverenga nhamba), 9/8
Mitambo Yevhidhiyo—Yakaipa Here? 12/8
Mutsigiri Wehondo Here? (Alfred B. Nobel), 5/8
Ngarava Dzine Simba (dzinopwanya aizi), 12/8
Tsaona Dzemotokari, 9/8
Vanotsvaka Mafaro, 10/8
NYAYA DZENYIKA NEMAMIRIRO EZVINHU
Kubhejera, 8/8
Kudzidza Kubva Kune Zvakaitika Kare, 8/8
Kudyidzana Kwenyika Dzepasi Pose, 6/8
Kufamba Nendege Kuchakanaka Here? 12/8
Mapurisa—Nei Tichiada? 7/8
Marara, 9/8
Mhuri Dzine Mubereki Ari Oga, 10/8
Mitambo Yevana—Kurwisana, 12/8
Rugare Rwenyika Yose Kunongova Kurota Here? 5/8
Uranda, 7/8
Vakapukunyuka Kudengenyeka Kwepasi, 4/8
Vapoteri, 2/8
Zuva Rakadhirika Zvivako Zviviri Zvenhurikidzwa, 1/8
Zvombo Zvoutachiona, 10/8
NYAYA DZOUPENYU
Kuonanazve Kunoshamisa (D. Sheets, M. Ruge), 11/8
Kutenda Kunoedzwa muSlovakia (J. Bali), 12/8
Ndaimboita Zvenyika asi Ndava muKristu Asina Kwaakarerekera (L. Šmejkal), 7/8
NYIKA NEVANHU
Kutiza Mabota Anoyerera (Congo [Kinshasa]), 11/8
Masai—Vanhu Vakaisvonaka Vane Mararamiro Avowo, 3/8
SAYENZI
Kuwiriranisa Sayenzi Nechitendero? 6/8
Pakunoita Usiku Iwo Ari Masikati (kuora kwezuva), 9/8
UKAMA HWEVANHU
Mhuri Dzine Mubereki Ari Oga, 10/8
Muchato Chisungo Chechigarire, 2/8
Nyaradzo Nokuda Kwevanochema, 5/8
Vanaamai, 4/8
Zuva Romuchato, 2/8
UTANO NOMUSHONGA
AIDS, 11/8
Chirwere cheBP, 5/8
Dzivirira Nzeve Dzako! 6/8
Kuora Mwoyo Kunouya Pashure Pokusununguka, 8/8
Mwana Wangu Akafa Asati Aberekwa, 4/8
Uchi—Nhapitapi Inorapa, 3/8
Vachiri Kuyaruka Vane Hope, 8/8
Zvokudya Zvinovaka Muviri, 5/8
VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI
Kuda Kufanana Nevamwe, 11/8, 12/8
Kuparidzira Kune Vokuchikoro? 3/8, 4/8
Kuratidzika Zvakanaka, 8/8
Kuvhiyiwa, 9/8
Ndinofanira Kuva Neserura Here? 11/8
Nei Mubereki Wangu Asingandidi? 10/8
Vanogara Vose, 5/8, 6/8, 7/8
Zvemashiripiti—Zvakaipirei? 2/8
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Basa Rokuyamura Rinotora Nguva Refu (Texas, U.S.A.), 12/8
Kushandisa Mukai! Zvakanaka, 9/8
Nharo Dzakabuda muTerevhizheni (Georgia), 8/8
“Vazivisi voUmambo Vanoshingaira” Kokorodzano Dzoruwa, 6/8
ZVECHITENDERO
“Chitendero Chako Woga,” 5/8
Dhiyabhorosi—Munhu Akaipa Aripo Here? 3/8
Minyengetero Yorugare, 11/8
ZVINOTAURA BHAIBHERI
Krisimasi, 12/8
Kuchera Matongo, 10/8
Kudzivirirwa naMwari, 4/8
Kunzwa Uine Mhaka, 3/8
Mhemberero Dzegore Idzva, 1/8
Mikaeri Ngirozi Huru, 2/8
Minyengetero Inonzwiwa naMwari, 9/8
Mwari Anofarira Hondo Here? 5/8
Mwari Anofuratira Utera Here? 11/8
Mwari Anonzwa Sei Nezvokuita Chisimba, 8/8
VaKristu Vanofanira Kuparidzira Here? 6/8
Zvinonyadzisira, 7/8
ZVOUPFUMI NEBASA
Kuona Basa Zvakanaka, 3/8
Vadzidzisi, 3/8
Wakachengeteka Zvakadini Kubasa? 3/8