Zviri Mukati
October 8, 2002
Mhuri Dzine Mubereki Ari Oga Dzinogona Kubudirira 3-12
Munyika dzakawanda mhuri dzine mubereki ari oga dziri kuramba dzichiwedzera. Zvinetso zvacho zvinogona kukurirwa sei?
3 Mhuri Dzine Mubereki Ari Oga Dziri Kuwedzera
6 Vabereki Vari Voga, Zvinetso Zvakawanda
10 Mubereki Ari Oga, Asi Ane Vanomutsigira
23 “Zvinhu Zvinotyisa Zvingangoitika”
25 Zvombo Zvisiri Pachena—Dambudziko Racho Nderechokwadi Zvakadini?
32 Munogona Kuva Noupenyu Hwemhuri Hunofadza!
Sayenzi Yezvinocherwa Mumatongo—Ndiyo Ingaita Kuti Tive Nokutenda Here? 16
Sayenzi yezvinocherwa mumatongo ndiyo inofanira kusimbisa kuti Bhaibheri iShoko raMwari here?
Vanhu Vanotsvaka Mafaro—Nei Vachida Mitambo Ine Ngozi? 18
Vanhu vakawanda vari kuita mitambo ine ngozi. Nei vari kudaro?