Zviri Mukati
May 8, 2002
Rugare rweNyika Yose Kunongova Kurota Here?
ugore rapfuura iri, rugare rwenyika nevanhu zvakaiswa pangozi kupfuura kare kose. Rugare rwenyika yose runogona kuvapo here? Kana zvakadaro, sei?
3 Mutsigiri Wehondo Here Kana Kuti Mutsigiri Worugare?
9 Rugare Rwenyika Yose Hakusi Kungorota!
13 Chirwere cheBP—Madzivirirwe Nemaderedzerwe Acho
19 Chimwe Chinhu Chatinoda Tose
21 Nei Vanhu Vari Kusiya Zvitendero Zvakagara Zviripo?
24 “Chitendero Chako Woga” Ndiyo Mhinduro Here?
26 Nzira Yakanakisisa Yokuwana Nayo Zvaunoda Pakunamata
30 Nyaradzo Nokuda Kwevanochema
31 Chinwiwa Chinozorodza Chinogadzirwa Nechirimwa Chinoshamisa
32 Bhuku Ringabatsira Kuchengetedza Michato
Zvokudya Zvinovaka Muviri Zvaunogona Kuwana 10
Pane kubatana kuripo pakati poutano nemadyiro omunhu. Ungavandudza sei utano hwako nokudya zvinhu zvakanaka?