Zviri Mukati
March 8, 2002
Vadzidzisi Taizoitei Kudai Vasipo? 3-13
Pangangova nevadzidzisi vakawanda kupfuura vanhu vanoshanda rimwe basa ripi neripi munyika. Tose takabva nekwavari. Asi ndezvipi zvinoitwa, ngozi dziripo, uye zvinofadza zvokudzidzisa?
7 Kudzidzisa—Kuedza Kwaunoita uye Ngozi Dziripo
12 Kudzidzisa—Kugutsikana uye Mufaro Unovapo
23 Chinoita Kuti Kumabasa Kuve Nengozi
24 Kuita Kuti Kubasa Kwako Kusave Nengozi
30 Dhiyabhorosi—Munhu Akaipa Aripo Here?
Masai—Vanhu Vakaisvonaka Vane Mararamiro Avowo 16
Uchanakidzwa noupenyu hwevanhu varefu, vakanaka ava vokuEast Africa.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 3]
BUTIRO: UNITED NATIONS/RAY WITLIN