RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g01 4/8 p. 32
  • Mamiriyoni Ari Kuenda—Uchaendawo Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mamiriyoni Ari Kuenda—Uchaendawo Here?
  • Mukai!—2001
Mukai!—2001
g01 4/8 p. 32

Mamiriyoni Ari Kuenda—Uchaendawo Here?

Kuenda kupi? Kunochengeta rufu rwaJesu Kristu kunoitwa gore negore. Mugore ra2000, 14 872 086 vakapinda pasi pose.

Nei vanhu vachienda? Nemhaka yezvinoreva rufu rwaKristu kuvanhu. Runoreva kununurwa kwava pedyo pakurwara, kutambura, uye rufu. Kunyange vadiwa vakafa vachamutsirwa kuupenyu muparadhiso yepasi.

Rufu rwaJesu runogona sei kuunza zvikomborero zvakadaro? Unokokwa kuti uzvionere. Zvapupu zvaJehovha zvinokukoka kubatana nazvo pachiitiko ichi chinokosha.

Pinda paHoro yoUmambo iri pedyo zvikuru nomusha wako. Gore rino musi wacho iSvondo, April 8, pashure pokunyura kwezuva. Bvunza Zvapupu zviri kwaunogara nezvenguva yacho chaiyo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe