Peji Yeperi
Kurarama Kwaungaita Nguva Refu Uchifara 3-13
Pfungwa yekukwegura inoita kuti vanhu vakawanda vashushikane, kana kutotya. Asi kune zvinhu zvakawanda zvaungaita zvingakugonesa kuramba uri mutano sezvaunokwegura.
Ndaimbova Shumba Inodzvova asi Ndave Gwai Nyoro 17
Rava chakaita kuti murume akapedza makore akawanda ari mujeri achinje upenyu hwake zvachose.
Neiko Amai Vari Kurwara Zvikuru? 29
Kuona mubereki wako achirwara zvinotyisa uye zvinorwadza. Ungakwanisa sei kukurira?