Peji Yepiri
Bindu Renyika Yose—Chiroto Kana Kuti Chinhu Chaicho Chenguva Yemberi Here? 3-10
Vanhu vanoda mapindu ane rugare nemaruva awo, miti, hova, uye nyanza. Rava pamusoro penzira iyo pasi rose richava nayo bindu rakaisvonaka.
Roorano Inogona Kuponeswa Pashure Pokusavimbika Here? 24
Apo mumwe mukwanyina anenge asina kutendeka, zvisungo zveroorano zvinofanira kudamburwa here?
Kubatwa Zvisina Kufanira Muvatano Kwavana—Chinetso Chemunyika Yose 27
Kunonzi “rudzi rwemhaka youmhuka zvikurusa neinonyangadza.” Mhinduro chii?