RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g96 10/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1996
  • Misoro Midiki
  • Hurumende Inogona Here Kugumisa Utsotsi? 3-11
  • Tinozvidavirira Nokuda Kwezviito Zvedu Here? 17-24
Mukai!—1996
g96 10/8 p. 2

Peji Yepiri

Hurumende Inogona Here Kugumisa Utsotsi? 3-11

Utsotsi hwakambokutapura zvikuru kana kuti vadiwa vako here? Kunyange kana husati, uchangofara kuziva kuti hurumende ichagumisa utsotsi nokukurumidza. Asi sei? Uye hurumende ipi?

Tinozvidavirira Nokuda Kwezviito Zvedu Here? 17-24

Nhasi kune muitiro wokupembedza mufambiro usingagamuchiriki neteterero yokuti, “Haisi mhaka yangu!” Kunewo vazhinji vanotaura kuti tinoda nenzira yemavara okugara nhaka kugamuchira mararamiro asingagamuchiriki uye naizvozvo tiri kungoita zvinouya nenzira yomuzvarirwo.

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

Butiro nepeji 2 dome: U.S. National Archives photo

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe