Peji Yepiri
Pasi Redu Riri Kutyisidzirwa Rinogona Kuponeswa Here? 3-14
Pasi redu riri kushayiswa mhepo yakanaka nokushatiswa, riri kuva risina chinhu nemhaka yokutemwa kwamasango, uye riri kupedzwa nokushandisa zvisina kufanira kwamakaro. Pasi redu riri kutyisidzirwa rine nguva yemberi here?
Maria ndi“Mai vaMwari Here”? 30
Maria akatakura Mwari mumwana achangobva kunambwa muduku zvikuru muchibereko chake ndokubereka Mwari Mwanakomana pakupedzisira here?
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Butiro: Mwana ari mumarara: Photo: Casas, Godo-Foto
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]
Museo del Prado, Madrid