Peji Yepiri
Maguta Edu Kuparapatika Kwawo Kuti Apukunyuke 3-12
Mukutarisana noutsotsi nokunyanyotsikinyidzana, neiko mamirioni avanhu achisarudza kugara mumaguta? Ndezvipi zviri zvimwe zvinetso zvinotambudza vagari vomumaguta nhasi?
Upenyu Huviri—Ndiani Anofanira Kuziva? 30
Kungava kuri nyore nokuda kwavechiduku kunyengedza vabereki vavo—asika chii chiri mubairo wokurarama upenyu huviri?