RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g93 1/8 p. 2
  • Peji Yepiri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Peji Yepiri
  • Mukai!—1993
  • Misoro Midiki
  • Chimwe Chinhu Chiri Nani Kupfuura Kupa kwapaKrisimisi 3-12
  • Kokorodzano Yokutanga Yamarudzi Ose yeZvapupu zvaJehovha yeRussia 27
Mukai!—1993
g93 1/8 p. 2

Peji Yepiri

Chimwe Chinhu Chiri Nani Kupfuura Kupa kwapaKrisimisi 3-12

Mamirioni avanhu anofarikanya kupa. Bva, panguva yeKrisimisi, apo mazana amamirioni anopa kupfuura paimwe nguva ipi neipi yegore, vakawanda havawani mufaro mukupa. Neiko? Chii chinogona kuitwa?

Kokorodzano Yokutanga Yamarudzi Ose yeZvapupu zvaJehovha yeRussia 27

Risingasviki gore pashure pokuwa kworusvingo rwechiKomonizumu muRussia, St. Petersburg ine mukurumbira yakagamuchira zvinopfuura Zvapupu 46 000 munhandare yayo hurusa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe