Kudziviswa Kwoutsinye Kuvana, 1882
“SOSAITI YOKUDZIVISWA KWOUTSINYE KUVANA, 1882. Sosaiti Yokudziviswa Kwoutsinye Kuvana yakatangwa muNew York muna 1875 naHenry Bergh. Makore manomwe pashure pokutangwa kwayo, Sosaitiyo, sangano rokutanga kugovera kudziviswa kupi nokupi kwokubatwa zvisina kufanira kwavana mugutaro, yakanga ichitarisira zvichemo zvine zviuru gore negore, ichibvisa vana mumisha isina kukodzera uye ichimhangarira vabati zvisina kufanira kupfurikidza namatare. Uyu mutambo unonyandura wakavezwa unomirira kupindira kwakakodzera nguva kwezviremera muimba yokurojesa.”—New York in the Nineteenth Century, rakanyorwa naJohn Grafton.
[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 31]
New York in the Nineteenth Century, rakanyorwa naJohn Grafton, Dover Publications, Inc.