RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g91 3/8 p. 32
  • Harisati Richingova Bedzi Ravana

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Harisati Richingova Bedzi Ravana
  • Mukai!—1991
Mukai!—1991
g91 3/8 p. 32

Harisati Richingova Bedzi Ravana

Mumwe mukadzi wokuFort Worth, Texas, anonyora, kuti: “Ndava nebhuku rinonzi KuTerera kunoMudzidzisi muKuru kwechiverengero chakati chamakore. Ndakasarudza kuvamba kuriravira mwanakomana wangu ane mwedzi gumi. Zuva rimwe nerimwe ndinorava maganhuro maviri kana kuti matatu. Ndinoziva kuti achiri muduku zvokusagona kurinzwisisa. Zvisinei, ini pachangu ndakabetserwa naro zvikuru. Bhuku racho rakatapura mwoyo wangu nenzira chaiyo zvikuru ndokukudziridza rudo rwangu nokuonga nokuda kwaJehovha Mwari noMwanakomana wake, Jesu Kristu. Ndine makore 27 okukura. Ndaifunga kuti bhuku rinonzi Mudzidzisi muKuru rakanga richingova bedzi ravana, uye zvino ndinozvidemba kuti handina kurinzvera pakuvamba.”

Zadza ndokuposita kuponi iri, uye iri bhuku rine butiro rakasimba, rine mifananidzo ramapeji 192 richatumirwa kwauri.

Ndingada kugamuchira bhuku ramapeji 192 rinonzi KuTerera kunoMudzidzisi muKuru.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe