RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g91 2/8 p. 32
  • Unogona Here Kukunda Uyu Muedzo Wokupukunyuka?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unogona Here Kukunda Uyu Muedzo Wokupukunyuka?
  • Mukai!—1991
Mukai!—1991
g91 2/8 p. 32

Unogona Here Kukunda Uyu Muedzo Wokupukunyuka?

1. Chii chauri kunangana nacho chinotyisa zvikuru kwazvo kupinda hondo yenyukireya?

2. Pane nzira yokubuda nayo machiri here?

3. Chinokarirwa rini?

4. Wakaiswa chiratidzo nokuda kwokupukunyuka here?

Ndingada kugamuchira bhuku rine butiro rakasimba, ramapeji 192 rinonzi Kupukunyuka Ndokupinda Mupasi Idzva, rine uporofita hweBhaibheri hunorondedzera zvinoitika zvichiri pamberi pedu nomutoo wokupukunyuka nawo ndokupinda mupasi rakaisvotsvinda, rakacheneswa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe