Zvivaraidze Iwe Umene neKingdom Melodies Dziri Patepi
Ridza matepi paunenge uchitekenya motokari, uchiita mabasa apamba, kana kuti nguva ipi neipi yaunonzwa uchida kuzvinyevenutsa iwe umene.
Ita kuti nziyo dzamarimba dzinoshamisa dziyererere mumwoyo mako. Kunzwa kunonakidza.
Rimwe nerimwe ramakaseti masere eKingdom Melodies rinongoita bedzi $4,50 uye rine nguva yokurira yerinenge awa rimwe. Gamuchira makaseti akarongwa pasi apa kupfurikidza nokuzadza ndokutumira koponi iri pamwe chetepo.
Tapota tumirai, mutengo uchiripirwa, kaseti (makaseti) atarwa pasi apa. Nokuda kwekaseti rimwe nerimwe rinoodheswa, ndapfigira $4,50 kufukidza mutengo wacho.
◻ Kingdom Melodies No. 1
◻ Kingdom Melodies No. 2
◻ Kingdom Melodies No. 3
◻ Kingdom Melodies No. 4
◻ Kingdom Melodies No. 5
◻ Kingdom Melodies No. 6
◻ Kingdom Melodies No. 7
◻ Kingdom Melodies No. 8