RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g88 7/8 p. 32
  • Betsero Mukukura

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Betsero Mukukura
  • Mukai!—1988
Mukai!—1988
g88 7/8 p. 32

Betsero Mukukura

KUKURA munguva dzino dzinotambudza hakuzati kuri nyore. Pwere dzakanangana nemigariro mizhinji mitsva uye dzinofanira kuita zvisarudzo zvakakomba. Ndinofanira kusvuta fodya here? Kugamuchira mirimo? Mufambiroi wakafanira nomumwe wavasikana kana kuti vakomana? Zvakadiniko nebonhora nevatano yavanhu vane mitezo mimwe cheteyo? Imwe pwere yakanyora, kuti:

“Ini ndine makore okukura anenge 13 zvino, uye ndaingoda bedzi kukuongai nokuda kwebhuku rinonzi Upwere iri bhuku rakandibetsera zvikuru kwazvo munguva dzino dzakaoma dzokukura. Ndinongoshuva bedzi kuti kudai pwere dzose dzezera rangu kana kuti vakura vaiziva pamusoro peiri bhuku.”

Bhuku iri, rinorangarira mibvunzo yose iri pamusoro apa nemimwe yakawanda, rinonzi Upwere Hwako—Kuwana Zvakanakisisa Mahuri. Wana kopi kupfurikidza nokungozadza bedzi ndokutumira kopani. Rinongoita bedzi $1,60.

Ndapota tumirai, mutengo wepositi uchiripirwa, bhuku rine butiro rakasimba, ramapeji 192, rinonzi Upwere Hwako—Kuwana Zvakanakisisa Mahuri. Ndatumira $1,60.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe