ZVAKAZARURWA
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Zvakazarurwa naMwari, zvaakazivisa achishandisa Jesu (1-3)
Kukwazisa ungano nomwe (4-8)
Johani anofemerwa ova muzuva raShe (9-11)
Kuratidzwa Jesu akudzwa (12-20)
2
3
4
5
Gwaro rine zvisimbiso zvinomwe (1-5)
Gwayana rinotora gwaro (6-8)
Gwayana rakakodzera kuvhura zvisimbiso (9-14)
6
7
Ngirozi ina dzakabata mhepo ina dzinoparadza (1-3)
Vanhu 144 000 vanoiswa chisimbiso (4-8)
Boka guru rakapfeka nguo chena (9-17)
8
Chisimbiso chechinomwe chinovhurwa (1-6)
Kuridza mabhosvo mana ekutanga (7-12)
Matambudziko matatu anoziviswa (13)
9
10
11
12
Mukadzi, mwanakomana, uye dhiragoni (1-6)
Mikaeri anorwa nedhiragoni (7-12)
Dhiragoni inotambudza mukadzi (13-17)
13
Chikara chine misoro minomwe chinobuda mugungwa (1-10)
Chikara chine nyanga mbiri chinobuda muvhu (11-13)
Mufananidzo wechikara chine misoro minomwe (14, 15)
Chiratidzo nenhamba yechikara (16-18)
14
Gwayana nevane 144 000 (1-5)
Mashoko engirozi nhatu (6-12)
Vanofara vaya vanofa vari pamwe naKristu (13)
Kukohwa kuviri panyika (14-20)
15
16
17
18
Kuwa ‘kweBhabhironi Guru’ (1-8)
Kuchema kuwa kweBhabhironi (9-19)
Kuwa kweBhabhironi kunoita kuti kudenga kuve nemufaro (20)
Bhabhironi richakandwa mugungwa sedombo (21-24)
19
Rumbidzai Jah nekuda kwemitongo yake (1-10)
Mutasvi webhiza jena (11-16)
Kudya kukuru kwemanheru kwaMwari (17, 18)
Chikara chinokundwa (19-21)
20
Satani anosungwa kwemakore 1 000 (1-3)
Vaya vachatonga naKristu kwemakore 1 000 (4-6)
Satani anosunungurwa, ozoparadzwa (7-10)
Vakafa vanotongwa pamberi pechigaro cheumambo chichena (11-15)
21
22