GENESISI
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
2
Mwari anozorora pazuva rechinomwe (1-3)
Jehovha Mwari, Musiki wedenga nenyika (4)
Murume nemukadzi mumunda weEdheni (5-25)
Munhu anoumbwa neguruva (7)
Muti wairambidzwa wekuziva zvakanaka nezvakaipa (15-17)
Kusikwa kwemukadzi (18-25)
3
4
5
6
Vanakomana vaMwari vanotora madzimai panyika (1-3)
VaNefirimu vanoberekwa (4)
Uipi hwevanhu hunogumbura Jehovha (5-8)
Noa anopiwa basa rekuvaka areka (9-16)
Mwari anozivisa kuuya kweMafashamo (17-22)
7
8
9
Vanhu vanopiwa mirayiro (1-7)
Sungano yemuraraungu (8-17)
Uprofita pamusoro pevana vaNoa (18-29)
10
11
12
13
Abramu anodzokera kuKenani (1-4)
Abramu anoparadzana naRoti (5-13)
Mwari anodzokorora zvaakavimbisa Abramu (14-18)
14
15
16
17
Abrahamu achava baba vemarudzi akawanda (1-8)
Sungano yekuchecheudzwa (9-14)
Sarai anotumidzwa kuti Sara (15-17)
Vimbiso yekuberekwa kwaIsaka (18-27)
18
Ngirozi nhatu dzinoshanyira Abrahamu (1-8)
Sara anovimbiswa mwanakomana; anoseka (9-15)
Abrahamu anoteterera nezveSodhomu (16-33)
19
Roti anoshanyirwa nengirozi (1-11)
Roti nemhuri yake vanoudzwa kuti vakurumidze kubuda (12-22)
Kuparadzwa kweSodhomu neGomora (23-29)
Roti nevanasikana vake (30-38)
20
21
Kuberekwa kwaIsaka (1-7)
Ishmaeri anotsvinyira Isaka (8, 9)
Hagari naIshmaeri vanodzingwa pamba (10-21)
Sungano yaAbrahamu naAbhimereki (22-34)
22
23
24
25
Abrahamu anoroorazve (1-6)
Kufa kwaAbrahamu (7-11)
Vanakomana vaIshmaeri (12-18)
Kuzvarwa kwaJakobho naIsau (19-26)
Isau anotengesa kodzero yake yeudangwe (27-34)
26
Isaka naRibheka muGerari (1-11)
Kupopotedzana pamusoro pematsime (12-25)
Isaka anoita sungano naAbhimereki (26-33)
Madzimai aIsau maviri echiHiti (34, 35)
27
Jakobho anowana chikomborero chaIsau (1-29)
Isau anokumbira kukomborerwa asi haasi kudemba zvaakaita (30-40)
Isau anotanga kuvenga Jakobho (41-46)
28
29
Jakobho anoonana naRakeri (1-14)
Jakobho anotorwa mwoyo naRakeri (15-20)
Jakobho anoroora Reya naRakeri (21-29)
Vanakomana 4 vaJakobho vaakaberekerwa naReya: Rubheni, Simiyoni, Revhi, naJudha (30-35)
30
Bhiriha anobereka Dhani naNaftari (1-8)
Ziripa anobereka Gadhi naAsheri (9-13)
Reya anobereka Isakari naZebhuroni (14-21)
Rakeri anobereka Josefa (22-24)
Zvipfuwo zvaJakobho zvinowanda (25-43)
31
Jakobho anotizira kuKenani achiita zvekuverevedza (1-18)
Rabhani anobata Jakobho (19-35)
Sungano yaJakobho naRabhani (36-55)
32
Ngirozi dzinosangana naJakobho (1, 2)
Jakobho anogadzirira kusangana naIsau (3-23)
Jakobho anoita mutsimba nengirozi (24-32)
33
34
35
Jakobho anobvisa vanamwari vekune dzimwe nyika (1-4)
Jakobho anodzokera kuBheteri (5-15)
Kuberekwa kwaBhenjamini; kufa kwaRakeri (16-20)
Vanakomana 12 vaIsraeri (21-26)
Kufa kwaIsaka (27-29)
36
37
38
39
Josefa mumba maPotifari (1-6)
Josefa anoramba kurara nemudzimai waPotifari (7-20)
Josefa anoiswa mujeri (21-23)
40
41
Josefa anodudzira hope dzaFarao (1-36)
Josefa anokwidziridzwa naFarao (37-46a)
Josefa anoona nezvekuunganidza zvekudya uye kuzvitengesera vanhu (46b-57)
42
Vakoma vaJosefa vanoenda kuIjipiti (1-4)
Josefa anoonana nevakoma vake ovaedza (5-25)
Vakoma vaJosefa vanodzokera kumba kuna Jakobho (26-38)
43
Rwendo rwechipiri rwevakoma vaJosefa kuIjipiti; vaina Bhenjamini (1-14)
Josefa anoonanazve nevakoma vake (15-23)
Josefa anoita mabiko nevakoma vake (24-34)
44
45
46
Jakobho nemhuri yake vanotamira kuIjipiti (1-7)
Mazita evaya vakatamira kuIjipiti (8-27)
Josefa anoonana naJakobho kuGosheni (28-34)
47
Jakobho anoonana naFarao (1-12)
Kutungamirira kwaJosefa neuchenjeri (13-26)
Israeri anogara muGosheni (27-31)
48
49
50
Josefa anoviga Jakobho muKenani (1-14)
Josefa anoudzazve vakoma vake kuti akavaregerera (15-21)
Mazuva ekupedzisira aJosefa uye kufa kwake (22-26)