RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • nwt pp. 2044-2045
  • B12-B Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 2)

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • B12-B Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 2)
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika
  • Nisani 12
  • Nisani 13
  • Nisani 14
  • Nisani 15 (Sabata)
  • Nisani 16
  • B12-A Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 1)
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2023
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2026
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2026
  • Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo ya2026
    Purogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo
Ona Zvimwe
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
B12-B Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 2)

B12-B

Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika (Chikamu 2)

Rakaprindwa
Chati iri kuratidza gore ra33 C.E., rakafa Jesu.

Vhiki Rekupedzisira Reupenyu hwaJesu Panyika

Jerusarema Nenzvimbo Dzakaripoteredza. Nzvimbo dzinozivikanwa uye dzinofungidzirwa padzaiva. 1. Temberi. 2. Munda weGetsemane. 3. Muzinda waGavhuna. 4. Imba yaKayafasi. 5. Imba Yaishandiswa Semuzinda naHerodhi Andipasi. 6. Dziva reBhetizata. 7. Dziva reSiroami. 8. Imba yeSanihedrini. 9. Gorogota. 10. Akeridhama.
  1. Temberi

  2. Munda we Getsemane (?)

  3. Muzinda waGavhuna

  4. Imba yaKayafasi (?)

  5. Imba Yaishandiswa Semuzinda naHerodhi Andipasi (?)

  6. Nziva reBhetizata

  7. Dziva reSiroami

  8. Imba yeSanihedrini (?)

  9. Gorogota (?)

  10. Akeridhama (?)

Enda pana: Nisani 12 | Nisani 13 | Nisani 14 | Nisani 15 | Nisani 16

Nisani 12

KUVIRA KWEZUVA (Mazuva echiJudha anotanga panovira zuva ozopera parinovirazve)

KUBUDA KWEZUVA

  • Judhasi Iskariyoti, achironga kutengesa Jesu aine vatungamiriri vechitendero chechiJudha.

    Anoswera nevadzidzi vake pasina vamwe vanhu

  • Judhasi anoronga kumutengesa

  • Mateu 26:1-5, 14-16

  • Mako 14:1, 2, 10, 11

  • Ruka 22:1-6

KUBUDA KWEZUVA

Dzokera pazvinotangira

Nisani 13

KUVIRA KWEZUVA

KUBUDA KWEZUVA

  • Petro naJohani vachitevera murume akatakura chirongo chemvura.

    Petro naJohani vanogadzirira Paseka

  • Jesu nevamwe vaapostora vanosvika zuva rorereka

  • Mateu 26:17-19

  • Mako 14:12-16

  • Ruka 22:7-13

KUBUDA KWEZUVA

Dzokera pazvinotangira

Nisani 14

KUVIRA KWEZUVA

  • Jesu nevaapostora vake vakatendeka vakagara patafura paKudya kwaShe Kwemanheru.

    Anodya Paseka nevaapostora

  • Anogeza tsoka dzevaapostora

  • Anoti Judhasi abude

  • Anotanga Kudya kwaShe Kwemanheru

  • Mateu 26:20-35

  • Mako 14:17-31

  • Ruka 22:14-38

  • Johani 13:1–17:26

  • Jesu ari nechemudenga mumba achiona Petro achimuramba pamberi pevanhu vakaungana muchivanze.

    Anotengeswa uye anosungwa mumunda weGetsemane

  • Vaapostora vanotiza

  • Anomira pamberi peSanihedrini achitongwa pamba paKayafasi

  • Petro anoramba Jesu

  • Mateu 26:36-75

  • Mako 14:32-72

  • Ruka 22:39-65

  • Johani 18:1-27

KUBUDA KWEZUVA

  • Jesu akapfeka korona yeminzwa uye nguo yepepuru Pirato achimupa kuvanhu vakaguta nehasha.

    Anomirazve pamberi peSanihedrini

  • Anoendeswa kuna Pirato, ozoendeswa kuna Herodhi, odzoswazve kuna Pirato

  • Nikodhimo, Josefa wekuArimatiya, nevamwe vadzidzi vachigadzira mutumbi waJesu kuti uvigwe.

    Anotongerwa rufu uye anourayiwa paGorogota

  • Anofa kuma3 dzemasikati

  • Chitunha chake chinobviswa chovigwa

  • Mateu 27:1-61

  • Mako 15:1-47

  • Ruka 22:66–23:56

  • Johani 18:28–19:42

KUBUDA KWEZUVA

Dzokera pazvinotangira

Nisani 15 (Sabata)

KUVIRA KWEZUVA

KUBUDA KWEZUVA

  • Pirato anobvumira kuti guva raJesu richengetedzwe

  • Mateu 27:62-66

KUBUDA KWEZUVA

Dzokera pazvinotangira

Nisani 16

KUVIRA KWEZUVA

  • Zvimwe zvinonhuhwirira zvekuzora chitunha zvinotengwa

  • Mako 16:1

KUBUDA KWEZUVA

  • Mariya Magadharini achidongorera muguva maJesu musina munhu.

    Anomutswa

  • Anoonekwa nevadzidzi

  • Mateu 28:1-15

  • Mako 16:2-8

  • Ruka 24:1-49

  • Johani 20:1-25

KUBUDA KWEZUVA

Dzokera pazvinotangira

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe