RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 32
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Vanofara vaya vakaregererwa

        • ‘Ndakareurura chivi changu kwamuri’ (5)

        • Mwari anokupa njere (8)

Pisarema 32:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Pisarema 32:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chinokanganwirwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:18; Mab 3:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ko Kana Ukazoita Chivi Chakakura?

    lff chidzidzo 57 pfungwa 3

    Zvirungamutauro Zviri muBhaibheri Unozvinzwisisa Here?

    w09 5/1 p. 15

    Kureurura Kunoita Kuti Upore

    w01 6/1 p. 30

Pisarema 32:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 4:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ko Kana Ukazoita Chivi Chakakura?

    lff chidzidzo 57 pfungwa 3

Pisarema 32:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ko Kana Ukazoita Chivi Chakakura?

    lff chidzidzo 57 pfungwa 3

    Kureurura Kunoita Kuti Upore

    w01 6/1 p. 28

    Ngoni dzaJehovha Dzinotidzivirira Pakuora Mwoyo

    w93 3/15 pp. 9-10

    Ita Maoko Asingaperi aJehovha Tsigiro Yako

    w91 10/1 p. 17 ndim. 17

Pisarema 32:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 38:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ko Kana Ukazoita Chivi Chakakura?

    lff chidzidzo 57 pfungwa 3

    Minyengetero Yako Inoratidzei Nezvako?

    w09 11/15 p. 3 ndim. 4

    Kureurura Kunoita Kuti Upore

    w01 6/1 p. 28

    Ngoni dzaJehovha Dzinotidzivirira Pakuora Mwoyo

    w93 3/15 pp. 9-10

    Ita Maoko Asingaperi aJehovha Tsigiro Yako

    w91 10/1 p. 17 ndim. 17

Pisarema 32:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 38:18; 51:4; 1Jo 1:9
  • +Re 5:5; Pis 41:4
  • +2Sa 12:13; Pis 86:5; 103:3; Isa 44:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unobatsirwa Sei Nekuregererwa Kwatinoitwa naJehovha?

    w25.02 pp. 8-13

    Nyatsobvuma Kuti Jehovha Akakuregerera

    w25.08 p. 16 ndim. 9

    Mwari “Akagadzirira Kukanganwira”

    cl chits. 26 ndim. 8

    Ko Kana Ukazoita Chivi Chakakura?

    lff chidzidzo 57 pfungwa 3

    Kureurura Kunoita Kuti Upore

    w01 6/1 p. 30

    Jehovha, Mwari “Akagadzirira Kukanganwira”

    w97 12/1 p. 11 ndim. 8

Pisarema 32:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 65:2, 3
  • +Pis 69:13; Isa 55:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Simudzai Maoko Akavimbika Muchinyengetera

    w99 1/15 p. 20 ndim. 18

Pisarema 32:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 9:9
  • +Eks 15:1; 2Sa 22:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unobatsirwa Sei Nerudo rwaJehovha Rusingachinji?

    w21.11 p. 6 ndim. 14

Pisarema 32:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 86:11
  • +Zvi 3:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Tichifanira Kutsvaga Mazano?

    w25.07 p. 2 ndim. 2

    Zvaungaita Kuti Upe Vamwe Mazano Akanaka

    w25.07 p. 13 ndim. 16

    Zvinotaurwa neBhaibheri Nezvemamiriro Ekunze Uye Ramangwana Redu

    mrt nyaya 41 ndim. 33-34

    Nei Bhaibheri Richibatsira Mazuva Ano?

    w09 6/1 p. 5

    ‘Maziso aJehovha Anopenya’ Anoongorora Zvose

    w08 10/15 p. 4 ndim. 8

    Kureurura Kunoita Kuti Upore

    w01 6/1 pp. 30-31

Pisarema 32:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 26:3; Jer 8:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Dzatinowana Mubhuku Rokutanga reMapisarema

    w06 5/15 p. 20 ndim. 9

    Teerero Yakafanira Nguva Dzose Here?

    w88 4/1 pp. 30-31

Pisarema 32:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:8; Zvi 13:21; 16:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unobatsirwa Sei Nerudo rwaJehovha Rusingachinji?

    w21.11 p. 6 ndim. 14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 32:1Isa 1:18; Mab 3:19
Pis. 32:2VaR 4:7, 8
Pis. 32:3Zvi 28:13
Pis. 32:4Pis 38:2
Pis. 32:5Pis 38:18; 51:4; 1Jo 1:9
Pis. 32:5Re 5:5; Pis 41:4
Pis. 32:52Sa 12:13; Pis 86:5; 103:3; Isa 44:22
Pis. 32:6Pis 65:2, 3
Pis. 32:6Pis 69:13; Isa 55:6
Pis. 32:7Pis 9:9
Pis. 32:7Eks 15:1; 2Sa 22:1
Pis. 32:8Pis 86:11
Pis. 32:8Zvi 3:6
Pis. 32:9Zvi 26:3; Jer 8:6
Pis. 32:10Pis 34:8; Zvi 13:21; 16:20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 32:1-11

Mapisarema

Rwiyo rwaDhavhidhi. Maskiri.*

32 Anofara munhu anoregererwa kudarika kwake, ane chivi chinofukidzwa.*+

 2 Anofara munhu asinganzi naJehovha ane mhosva,+

Asingafungi zveunyengeri.

 3 Pandakaramba ndakanyarara, mapfupa angu akadyika nemhaka yekugomera kwandaiita zuva rese.+

 4 Nekuti ruoko rwenyu rwaindiremera masikati neusiku.+

Simba rangu rakanyangarika semvura mumwaka wekupisa. (Sera)

 5 Ndakazoreurura chivi changu kwamuri;

Handina kufukidza kukanganisa kwangu.+

Ndakati: “Ndichareurura kudarika kwangu kuna Jehovha.”+

Uye makaregerera kukanganisa kwangu uye zvivi zvangu.+ (Sera)

 6 Ndokusaka munhu wese akavimbika achinyengetera kwamuri+

Pamunenge muchiri kuwanika.+

Kunyange mafashamo emvura haazomubati.

 7 Muri nzvimbo yangu yekuvanda;

Muchandichengetedza pakutambudzika.+

Muchandipoteredza nekushevedzera kwemufaro wekununurwa.+ (Sera)

 8 “Ndichakupa njere uye ndichakurayiridza nzira yaunofanira kufamba nayo.+

Ndichakupa zano ziso rangu riri pauri.+

 9 Usaita sebhiza kana kuti senyurusi, risinganzwisisi,+

Rinodzorwa nematomu kana kuti netambo kuti rirege kupengereka,

Riuye pedyo newe.”

10 Marwadzo emunhu akaipa mazhinji;

Asi uya anovimba naJehovha akapoteredzwa nerudo rwake rusingachinji.+

11 Farai muna Jehovha mufarisise, imi makarurama;

Pemberai nemufaro, imi mese mune mwoyo yakarurama.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe