RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 129
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kurwiswa asi vasingakundwi

        • Vavengi veZiyoni vanonyadziswa (5)

Pisarema 129:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 5:6, 9

Pisarema 129:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 1:3
  • +Pis 118:13; 125:3

Pisarema 129:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 66:12; Isa 51:23

Pisarema 129:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 9:15; Ne 9:33
  • +Pis 124:7

Pisarema 129:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 4:4; 6:15, 16; Es 6:13; 9:5; Pis 137:7; Zek 12:3

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 129:1Eks 5:6, 9
Pis. 129:2Mari 1:3
Pis. 129:2Pis 118:13; 125:3
Pis. 129:3Pis 66:12; Isa 51:23
Pis. 129:4Ezr 9:15; Ne 9:33
Pis. 129:4Pis 124:7
Pis. 129:5Ne 4:4; 6:15, 16; Es 6:13; 9:5; Pis 137:7; Zek 12:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 129:1-8

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza.

129 “Vaigara vachindirwisa kubvira ndichiri mudiki,”+

Israeri ngaati,

 2 “Vaigara vachindirwisa kubvira ndichiri mudiki;+

Asi havana kundikunda.+

 3 Varimi vakarima vachipfuura nepamusana wangu;+

Vakarebesa miforo yavo.”

 4 Asi Jehovha akarurama;+

Akadimbura tambo dzevakaipa.+

 5 Vachanyadziswa uye vachadzokera vachinyara,

Vese vanovenga Ziyoni.+

 6 Vachaita seuswa huri pamatenga edzimba,

Hunooma husati hwadzurwa,

 7 Husingambozadzi ruoko rwemukohwi

Kana maoko emunhu ari kusunga zvisote.

 8 Vaya vanenge vachipfuura havazotauri kuti:

“Chikomborero chaJehovha ngachive pamuri;

Tinokukomborerai muzita raJehovha.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe