RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 6
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zvakazarurwa 6:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 5:6
  • +Zva 5:5
  • +Zva 4:7
  • +Zva 22:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 89-90

Zvakazarurwa 6:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 39:25; Zvi 21:31; Zva 19:11
  • +Pis 45:4
  • +2Mad 9:24
  • +Ge 49:10; Pis 21:3; Eze 21:27; Dha 7:14; Zva 14:14
  • +Pis 110:2; Zva 12:7
  • +Zva 16:14; 17:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    11/2019, p. 6

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, pp. 4-8

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, pp. 5, 7

    2/1/2014, p. 6

    9/15/2010, p. 29

    4/15/2009, p. 30

    1/15/2005, p. 17

    6/1/2001, pp. 17-22

    Zvakazarurwa, pp. 90-92

Zvakazarurwa 6:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 93

Zvakazarurwa 6:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 11:40; Mt 24:7; Ru 21:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, pp. 5-6

    Nharireyomurindi,

    2/1/2014, p. 6

    9/1/2005, pp. 19-20

    9/15/1998, p. 7

    3/1/1993, pp. 4-5

    Zvakazarurwa, pp. 93-95

    Shoko raMwari, pp. 136-139

Zvakazarurwa 6:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 6:1
  • +Zva 4:7
  • +Eze 4:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, pp. 5-7

    Nharireyomurindi,

    2/1/2014, p. 7

    Zvakazarurwa, p. 95

    Shoko raMwari, pp. 139-140

Zvakazarurwa 6:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 5:6
  • +Zva 7:11
  • +Mt 20:2
  • +Mk 13:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, pp. 5-7

    Zvakazarurwa, pp. 95-96

    Nharireyomurindi,

    9/15/1998, p. 7

    8/1/1995, p. 4

    Shoko raMwari, pp. 139-140

Zvakazarurwa 6:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 96

Zvakazarurwa 6:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 20:13
  • +Jer 15:3; Amo 4:10
  • +Jer 15:2; Eze 5:17; Ru 21:11
  • +Re 26:22; Eze 14:21; 33:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 3 2017, pp. 5-7

    Nharireyomurindi,

    2/1/2014, p. 7

    5/1/2005, p. 17

    5/15/1993, p. 31

    Zvakazarurwa, pp. 96-98

    Mukai!,

    10/8/1994, p. 30

    Shoko raMwari, pp. 142-146

Zvakazarurwa 6:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 4:7; Zva 8:3
  • +Re 17:11; Zva 17:6
  • +Mt 24:9; 1Jo 3:12
  • +Mt 24:14; Joh 18:37; Zva 20:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2007, pp. 28-29

    Zvakazarurwa, pp. 100, 289

Zvakazarurwa 6:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 4:24
  • +1Jo 5:20
  • +Ru 18:7; VaH 12:23; Zva 19:2
  • +Ge 4:10; Dhe 32:43

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2007, p. 29

    Zvakazarurwa, pp. 100-102, 245, 289

Zvakazarurwa 6:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 3:5; 4:4
  • +Mt 24:9; Mab 9:1; 2VaK 1:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2007, p. 29

    Zvakazarurwa, pp. 102-104, 289

Zvakazarurwa 6:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 50:3
  • +Joe 2:31; Mt 24:29; Mab 2:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 104-110

    “Rugwaro Rwose,” pp. 147-148

Zvakazarurwa 6:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 109-110

Zvakazarurwa 6:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 34:4
  • +Zva 16:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2017, p. 11

    Zvakazarurwa, pp. 110-112

Zvakazarurwa 6:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 2:10, 19; Eze 33:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2015, p. 16

    Zvakazarurwa, p. 112

Zvakazarurwa 6:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ho 10:8; Ru 23:30
  • +Zva 4:2
  • +Zva 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 112

    Nharireyomurindi,

    12/15/1997, p. 20

Zvakazarurwa 6:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zef 1:14
  • +Zef 1:18; VaR 2:5
  • +Joe 2:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2014, p. 31

    Zvakazarurwa, pp. 112-113, 128-129

    “Rugwaro Rwose,” pp. 147-148

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 6:1Zva 5:6
Zvak. 6:1Zva 5:5
Zvak. 6:1Zva 4:7
Zvak. 6:1Zva 22:20
Zvak. 6:2Job 39:25; Zvi 21:31; Zva 19:11
Zvak. 6:2Pis 45:4
Zvak. 6:22Mad 9:24
Zvak. 6:2Ge 49:10; Pis 21:3; Eze 21:27; Dha 7:14; Zva 14:14
Zvak. 6:2Pis 110:2; Zva 12:7
Zvak. 6:2Zva 16:14; 17:14
Zvak. 6:3Zva 4:7
Zvak. 6:4Dha 11:40; Mt 24:7; Ru 21:10
Zvak. 6:5Zva 6:1
Zvak. 6:5Zva 4:7
Zvak. 6:5Eze 4:16
Zvak. 6:6Zva 5:6
Zvak. 6:6Zva 7:11
Zvak. 6:6Mt 20:2
Zvak. 6:6Mk 13:8
Zvak. 6:7Zva 4:7
Zvak. 6:8Zva 20:13
Zvak. 6:8Jer 15:3; Amo 4:10
Zvak. 6:8Jer 15:2; Eze 5:17; Ru 21:11
Zvak. 6:8Re 26:22; Eze 14:21; 33:27
Zvak. 6:9Re 4:7; Zva 8:3
Zvak. 6:9Re 17:11; Zva 17:6
Zvak. 6:9Mt 24:9; 1Jo 3:12
Zvak. 6:9Mt 24:14; Joh 18:37; Zva 20:4
Zvak. 6:10Mab 4:24
Zvak. 6:101Jo 5:20
Zvak. 6:10Ru 18:7; VaH 12:23; Zva 19:2
Zvak. 6:10Ge 4:10; Dhe 32:43
Zvak. 6:11Zva 3:5; 4:4
Zvak. 6:11Mt 24:9; Mab 9:1; 2VaK 1:8
Zvak. 6:12Isa 50:3
Zvak. 6:12Joe 2:31; Mt 24:29; Mab 2:20
Zvak. 6:14Isa 34:4
Zvak. 6:14Zva 16:20
Zvak. 6:15Isa 2:10, 19; Eze 33:27
Zvak. 6:16Ho 10:8; Ru 23:30
Zvak. 6:16Zva 4:2
Zvak. 6:16Zva 5:6
Zvak. 6:17Zef 1:14
Zvak. 6:17Zef 1:18; VaR 2:5
Zvak. 6:17Joe 2:11
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
Zvakazarurwa 6:1-17

Zvakazarurwa

6 Zvino Gwayana+ parakavhura chimwe chezvisimbiso zvinomwe+ ndakaona, uye ndakanzwa chimwe chezvisikwa zvipenyu zvina+ chichiti nenzwi rakaita sokutinhira: “Uya!”+ 2 Ndakaona, uye, tarira! bhiza jena;+ uye akanga akaritasva+ akanga aine uta;+ akapiwa korona,+ uye akabuda achikunda+ kuti apedzise kukunda kwake.+

3 Parakavhura chisimbiso chechipiri, ndakanzwa chisikwa chipenyu chechipiri+ chichiti: “Uya!” 4 Rimwe rakabuda, riri bhiza dzvuku; uye akanga akaritasva akabvumirwa kubvisa rugare panyika kuti vanhu vaurayane; uye akapiwa bakatwa guru.+

5 Parakavhura+ chisimbiso chechitatu, ndakanzwa chisikwa chipenyu chechitatu+ chichiti: “Uya!” Ndakaona, uye, tarira! bhiza dema; uye akanga akaritasva akanga aine chikero+ muruoko rwake. 6 Ndakanzwa inzwi raiita sokuti riri pakati+ pezvisikwa zvina+ richiti: “Rita regorosi richaita dhinari,+ uye marita matatu ebhari achaita dhinari; usakanganisa mafuta omuorivhi newaini.”+

7 Parakavhura chisimbiso chechina, ndakanzwa inzwi rechisikwa chipenyu chechina+ richiti: “Uya!” 8 Ndakaona, uye, tarira! bhiza rakachenuruka; uye akanga akaritasva akanga aine zita rokuti Rufu. Hadhesi+ yakanga ichimutevera iri pedyo. Vakapiwa simba pamusoro pechikamu chimwe chete pazvikamu zvina zvenyika, kuti vauraye nebakatwa refu+ nokushomeka kwezvokudya+ nedenda rinouraya uye nezvikara+ zvepanyika.

9 Parakavhura chisimbiso chechishanu, ndakaona pasi peatari+ mweya+ yevaya vakaurayiwa+ nokuda kweshoko raMwari uye nokuda kwebasa rokupupura+ ravaimboita. 10 Yakashevedzera nenzwi guru, ichiti: “Changamire+ Ishe mutsvene nowechokwadi,+ mucharega kutonga+ uye kutsiva ropa+ redu pane vaya vanogara panyika kusvikira rini?” 11 Mumwe nomumwe wavo akapiwa nguo refu chena;+ uye vakaudzwa kuti vazorore kwekanguva kaduku, kusvikira nhamba yevamwe varanda vakaita saivo nehama dzavo dzakanga dzava kuda kuurayiwa+ sezvavakanga vaitwawo yakwana.

12 Parakavhura chisimbiso chechitanhatu ndakaona, uye kudengenyeka kwenyika kukuru kwakaitika; uye zuva rakasviba semasaga+ emvere, mwedzi wose ukava seropa,+ 13 uye nyeredzi dzokudenga dzakawira panyika, sokudonhedza kunoita muonde maganga awo kana wazunzwa nedutu. 14 Denga rakabva somupumburu uri kupetwa,+ uye makomo ose nezvitsuwa zvose zvakabviswa panzvimbo yazvo.+ 15 Madzimambo enyika nevane nzvimbo dzepamusoro nevatungamiriri vehondo nevapfumi nevakasimba nevaranda vose nevanhu vose vakasununguka vakavanda mumapako nomumatombo+ makuru omumakomo. 16 Vakaramba vachiti kumakomo nokumatombo makuru: “Tiwirei+ mutivanze pachiso chaIye agere pachigaro choumambo+ nepahasha dzeGwayana,+ 17 nokuti zuva guru+ rehasha+ dzavo rasvika, uye ndiani anokwanisa kumira?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe