RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 VaKorinde 8
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 VaKorinde 8:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:26

2 VaKorinde 8:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2001, p. 30

    11/1/1998, pp. 25-26

    12/1/1989, p. 25

2 VaKorinde 8:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 12:44; Mab 11:29; 2VaK 9:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/1/1998, pp. 25-26

    12/1/1989, p. 25

2 VaKorinde 8:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:25; 1VaK 16:1; 2VaK 9:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa,

    5/2019, p. 3

    Umambo hwaMwari Huri Kutonga!, pp. 209-210

    Nharireyomurindi,

    3/15/2001, p. 30

    11/1/1998, pp. 25-26

    12/1/1989, p. 25

2 VaKorinde 8:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 6:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/1989, p. 25

2 VaKorinde 8:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 12:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/1998, p. 30

2 VaKorinde 8:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 9:8
  • +1VaK 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1992, p. 16

2 VaKorinde 8:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/1989, pp. 24-27

2 VaKorinde 8:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 8:20; Ru 9:58; VaF 2:7
  • +2VaK 6:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1992, pp. 16-17

    1/15/1992, pp. 16-17

2 VaKorinde 8:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 7:25
  • +Mt 10:42
  • +2VaK 9:2; 1Ti 6:18

2 VaKorinde 8:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1992, p. 17

2 VaKorinde 8:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 27:8; Dhe 16:10, 17; Zvi 3:27; Mk 12:43; Ru 21:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2013, p. 15

    12/1/2012, p. 5

    11/1/2000, p. 29

    11/1/1998, p. 26

    1/15/1992, p. 17

2 VaKorinde 8:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 12:44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ushumiri hwoUmambo,

    6/1998, p. 6

    Nharireyomurindi,

    12/1/1989, p. 26

2 VaKorinde 8:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 9:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ushumiri hwoUmambo,

    6/1998, p. 6

    Nharireyomurindi,

    1/15/1992, p. 17

2 VaKorinde 8:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 16:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1992, p. 17

2 VaKorinde 8:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 12:18

2 VaKorinde 8:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/1998, p. 7

2 VaKorinde 8:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 16:3
  • +2VaK 4:15
  • +2VaK 9:2

2 VaKorinde 8:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 6:3
  • +1VaK 16:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2001, pp. 30-31

2 VaKorinde 8:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:4; 1Pe 2:12

2 VaKorinde 8:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 2:25

2 VaKorinde 8:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 1:22; 2:17
  • +2VaK 7:14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 VaK. 8:1VaR 15:26
2 VaK. 8:2VaR 12:8
2 VaK. 8:3Mk 12:44; Mab 11:29; 2VaK 9:7
2 VaK. 8:4VaR 15:25; 1VaK 16:1; 2VaK 9:1
2 VaK. 8:5VaR 6:13
2 VaK. 8:62VaK 12:18
2 VaK. 8:72VaK 9:8
2 VaK. 8:71VaK 1:5
2 VaK. 8:81VaK 7:6
2 VaK. 8:9Mt 8:20; Ru 9:58; VaF 2:7
2 VaK. 8:92VaK 6:10
2 VaK. 8:101VaK 7:25
2 VaK. 8:10Mt 10:42
2 VaK. 8:102VaK 9:2; 1Ti 6:18
2 VaK. 8:12Re 27:8; Dhe 16:10, 17; Zvi 3:27; Mk 12:43; Ru 21:3
2 VaK. 8:13Mk 12:44
2 VaK. 8:142VaK 9:12
2 VaK. 8:15Eks 16:18
2 VaK. 8:162VaK 12:18
2 VaK. 8:191VaK 16:3
2 VaK. 8:192VaK 4:15
2 VaK. 8:192VaK 9:2
2 VaK. 8:202VaK 6:3
2 VaK. 8:201VaK 16:1
2 VaK. 8:21Zvi 3:4; 1Pe 2:12
2 VaK. 8:23VaF 2:25
2 VaK. 8:241Pe 1:22; 2:17
2 VaK. 8:242VaK 7:14
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 VaKorinde 8:1-24

2 VaKorinde

8 Zvino, hama, tinokuzivisai, pamusoro pomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari wakaitirwa ungano dzokuMakedhoniya,+ 2 kuti pavaiva mumuedzo mukuru vachitambudzika, mufaro wavo mukuru nourombo hwavo hukuru zvakaita kuti pfuma yorupo rwavo iwande.+ 3 Nokuti maererano nezvavaikwanisa kuita chaizvo,+ chokwadi, ndinopupurira kuti, izvi zvaipfuura zvavaikwanisa kuita chaizvo, 4 ivo vachizvidira vakaramba vachitikumbira vachiteterera kwazvo kuti vawane ropafadzo yokupa nomutsa uye kuti vagoverane mukushumirwa kwaiitirwa vatsvene.+ 5 Kwete sezvataitarisira chete, asi kutanga vakazvipa kunaShe+ uye kwatiri nokuda kwaMwari. 6 Izvi zvakaita kuti tikurudzire Tito+ kuti, zvaakanga ari iye akazvitanga pakati penyu, saizvozvowo anofanira kupedzisa kupa kwenyu kwomutsa uku kwakadai. 7 Kunyange zvakadaro, zvamuri kuwedzera pazvinhu zvose,+ pakutenda nepashoko nepazivo+ nepakuva vemwoyo wose kwose nepakukudai kwedu uku, wedzeraiwo muuku kupa kwomutsa.

8 Handisi kutaura ndichiita zvokukurayirai,+ asi ndiri kutaura nokuda kwokuva vemwoyo wose kwevamwe uye kuti ndiedze uchokwadi hworudo rwenyu. 9 Nokuti munoziva mutsa usina kukodzera kuwanwa waShe wedu Jesu Kristu, kuti kunyange akanga akapfuma akava murombo nokuda kwenyu,+ kuti muve vapfumi+ nourombo hwake.

10 Zvino pane izvi ndinotaura zvandinofunga:+ nokuti zvinhu izvi zvinokubatsirai,+ zvamusina kungotanga kuzviita gore rakapera, asiwo kuva nechido chokuzviita;+ 11 saka zvino, chipedzisaiwo kuzviita, kuti, zvapaiva nomwoyo wokuda kuzviita, saizvozvowo ngazvipedziswe kubva pane zvamuinazvo. 12 Nokuti kana mwoyo unoda uripo pakutanga, zvinogamuchirika kwazvo maererano nezvine munhu,+ kwete maererano nezvisina munhu. 13 Nokuti handirevi kuti zvirerukire vamwe,+ asi imi zvichikuomerai; 14 asi ndinoreva kuti, kuti zvinhu zvienzane, zvinhu zvenyu zvakawanda kupfuura zvamunoda iye zvino zvizadzise zvavanoshayiwa uye kuti zvinhu zvavo zvakawanda kupfuura zvavanoda zvizozadzisawo pane zvamunoshayiwa, kuti muve nezvinhu zvakaenzana.+ 15 Sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Munhu ane zvizhinji haana kuva nezvakanyanya kuwanda, uye munhu ane zvishoma haana kuva nezvakanyanya kuita zvishoma.”+

16 Zvino Mwari ngaaongwe nokuda kwokukuisirai mumwoyo maTito kuva womwoyo wose kwakadaro,+ 17 nokuti chokwadi akagamuchira kukurudzira kwacho, asi, achiva womwoyo wose kwazvo, ari kuuya kwamuri nokuzvidira. 18 Asi tiri kumutuma pamwe chete nehama ine kurumbidzwa kune chokuita nemashoko akanaka kwakapararira muungano dzose. 19 Kwete izvozvo chete, asi yakagadzwawo+ neungano kuti ive mumwe anofamba pamwe chete nesu pamusoro pechipo ichi chomutsa chinofanira kutarisirwa nesu kuti Ishe akudzwe+ uye zvichiratidza kuti tine pfungwa dzinodisa.+ 20 Nokudaro tiri kudzivisa kuita kuti chero munhu upi zvake atiwanire mhosva+ pamusoro pomupiro uyu worupo+ unofanira kutarisirwa nesu. 21 Nokuti hati“utarisiri nokutendeseka pamberi paJehovha chete, asiwo pamberi pevanhu.”+

22 Zvakare, tiri kutuma pamwe chete navo hama yedu yatakawana kakawanda kuti inoita zvinhu zvizhinji nomwoyo wose, asi zvino inoita nomwoyo wose kwazvo nokuti inovimba nemi zvikuru. 23 Asi, kana paine mubvunzo chero upi zvawo pamusoro paTito, iye ndomumwe wangu uye wandinoshanda pamwe chete naye+ nokuda kwezvinhu zvine chokuita nemi; kana kuti zvimwe kana paine mubvunzo pamusoro pehama dzedu, ivo vaapostora veungano nokukudzwa kwaKristu. 24 Naizvozvo varatidzirei uchapupu hworudo rwenyu+ nohwezvatakazvirumbidza+ nazvo pamusoro penyu, pamberi peungano dzacho.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe