RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • yb14 p. 120
  • Bheji Ndiro Raiva “Pasipoti” Yavo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bheji Ndiro Raiva “Pasipoti” Yavo
  • Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2014
Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2014
yb14 p. 120

SIERRA LEONE NEGUINEA

Bheji Ndiro Raiva “Pasipoti” Yavo

“MUNA 1987, vanhu vanodarika 1 000 vakapinda Gungano Reruwa raiva nemusoro unoti, ‘Rugare rwaMwari’ muGuékédou, kuGuinea. Sezvo nzvimbo yegungano racho yaiva pedyo nemuganhu weSierra Leone neLiberia, vanhu vakawanda vemunyika idzodzo vakasarudza kuenda vachidzoka zuva rimwe nerimwe. Zvisinei, vakanga vasina magwaro okufambisa akakodzera. Saka hama dzaitungamirira dzakataura nevakuru vepabhodha nezvenyaya yacho ndokusvika pakubvumirana. Vanhu vacho vaizongofanira kuva negwaro rimwe chete​—bheji ravo regungano! Mapurisa epabhodha paaiona mabheji eorenji, aibva apa vanhu vacho chiratidzo chokuti vapfuure.”​—Everett Berry, aimbova mumishinari.

Mufananidzo uri papeji 120

Hama dzakanakirwa nezvokudya pagungano iri

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe