RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • rr pp. 88-89
  • Uprofita Hutatu Hune Chekuita naMesiya

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Uprofita Hutatu Hune Chekuita naMesiya
  • Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • 1. “Ane Kodzero Yepamutemo” (Ezekieri 21:25-27)
  • 2. “Mushumiri Wangu . . . Achaaendesa Kumafuro, Uye Achava Mufudzi Wawo” (Ezekieri 34:22-24)
  • 3. “Vachatongwa Namambo Mumwe Chete” Nekusingaperi (Ezekieri 37:22, 24-28)
  • “Ndichaapa Mufudzi Mumwe Chete”
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Chikamu 3 Chati Inoratidza Makore Akaitika Zvinhu
    Famba naMwari Neushingi
  • Zvaungaita Kuti Uwane Magwaro muBhaibheri Rako
    Dzimwe Nyaya
  • 1914—Gore Rinokosha Muuprofita hweBhaibheri
    Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
Ona Zvimwe
Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
rr pp. 88-89

BHOKISI REKUDZIDZISA 8B

Uprofita Hutatu Hune Chekuita Namesiya

Rakaprindwa

1. “Ane Kodzero Yepamutemo” (Ezekieri 21:25-27)

NGUVA YEMAMWE MARUDZI (607 B.C.E.–1914 C.E.)

  1. 607 B.C.E.​—Zedhekiya anobviswa pachigaro

  2. 1914 C.E.​—Jesu, uyo ane “kodzero yepamutemo” yekutonga muUmambo hwaMesiya, anogadzwa saMambo ova Mufudzi uye Mutongi

Chitsauko 8, ndima 12-15

2. “Mushumiri Wangu . . . Achaaendesa Kumafuro, Uye Achava Mufudzi Wawo” (Ezekieri 34:22-24)

MAZUVA EKUPEDZISIRA (1914 C.E.–PASHURE PEAMAGEDHONI)

  1. 1914 C.E.​—Jesu, uyo ane “kodzero yepamutemo” yekutonga muUmambo hwaMesiya, anogadzwa saMambo ova Mufudzi uye Mutongi

  2. 1919 C.E.​—Muranda akatendeka, akangwara anogadzwa kuti afudze makwai aMwari

    Vakazodzwa vakatendeka vanounganidzwa kuti vatungamirirwe naMambo Mesiya; vanozobatanidzwa pamwe chete neboka guru

  3. PASHURE PEAMAGEDHONI​—Makomborero eUmambo hwaMwari acharamba aripo kusvikira narini narini

Chitsauko 8, ndima 18-22

3. “Vachatongwa Namambo Mumwe Chete” Nekusingaperi (Ezekieri 37:22, 24-28)

MAZUVA EKUPEDZISIRA (1914 C.E.–PASHURE PEAMAGEDHONI)

  1. 1914 C.E.​—Jesu, uyo ane “kodzero yepamutemo” yekutonga muUmambo hwaMesiya, anogadzwa saMambo ova Mufudzi uye Mutongi

  2. 1919 C.E.​—Muranda akatendeka, akangwara anogadzwa kuti afudze makwai aMwari

    Vakazodzwa vakatendeka vanounganidzwa kuti vatungamirirwe naMambo Mesiya; vanozobatanidzwa pamwe chete neboka guru

  3. PASHURE PEAMAGEDHONI​—Makomborero eUmambo hwaMwari acharamba aripo kusvikira narini narini

Chitsauko 8, ndima 23-26

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe