RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • rr pp. 194-195
  • Jehovha Anoyambira Vanhu Nezvehondo Huru Iri Kuuya

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anoyambira Vanhu Nezvehondo Huru Iri Kuuya
  • Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • MUMAZUVA EVAISRAERI
  • MAKORE AKATANGA CHIKRISTU
  • MAZUVA ANO
  • “Hasha Dzangu Dzichatutuma”
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Mambo Murwi Anokurira paArmagedhoni
    Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!
  • Uprofita
    Kukurukurirana Tichishandisa Magwaro
  • Jehovha Anovhomora Munondo Wake!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1988
Ona Zvimwe
Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
rr pp. 194-195
Ezekieri achitaura mashoko ekuyambira anobva kuna Jehovha.

BHOKISI REKUDZIDZISA 18A

Jehovha Anoyambira Vanhu Nezvehondo Huru Iri Kuuya

Bhaibheri rine uprofita hwakawanda hunoyambira vanhu nezvehondo huru ichashandiswa naJehovha kutsvaira vese vanomupikisa uye vanopikisa vanhu vake. Humwe hwacho ndihwo hwakarongwa pasi apa. Ona kuti yambiro idzi dzakafanana papi uye cherechedza kuti Jehovha akava sei nechokwadi chekuti vanhu vese vakapiwa mukana wekudzinzwa uye kusarudza zvekuita.

MUMAZUVA EVAISRAERI

EZEKIERI: “‘Ndichaita kuti bakatwa rimurwise [Gogi] mumakomo angu ese,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.”—Ezek. 38:18-23.

JEREMIYA: “[Jehovha] pachake achapa mutongo kuvanhu vese. Uye achaisa vakaipa kubakatwa.”—Jer. 25:31-33.

DHANIERI: “Mwari wekudenga achaita kuti pave neumambo . . . huchapwanya, hwogumisa umambo hwese uhwu.”—Dhan. 2:44.

MAKORE AKATANGA CHIKRISTU

JESU: “Pachava nekutambudzika kukuru kusati kwamboitika kubvira pakutanga kwenyika.”—Mat. 24:21, 22.

PAURO: ‘Jesu nengirozi dzake dzine simba vachatsiva vaya vasingazivi Mwari.’—2 VaT. 1:6-9.

PETRO: “Zuva raJehovha richauya sembavha, . . . uye nyika nemabasa ari mairi zvichava pachena.”—2 Pet. 3:10.

JOHANI: “Mukanwa make [Jesu] makabuda bakatwa refu rakapinza rekutemesa marudzi.”—Zvak. 19:11-18.

MAZUVA ANO

Bhaibheri ndiro bhuku rakashandurwa mumitauro yakawanda uye rakaparadzirwa kupfuura mamwe ese

VASHUMIRI VAJEHOVHA MAZUVA ANO . . .

  • Vanopa vanhu mabhuku akawanda anotsanangura Bhabheri mumitauro yakawanda

  • Vanoita maawa akawanda gore negore vachiparidza

Zvapupu zvaJehovha zviviri zviri kudzidza Bhaibheri neimwe mhuri.

Chitsauko 18, ndima 13, 14

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe