Mashoko Emuzasi
c Vaya vanoziva kuti vanoda kuti Mwari avaregerere vanogona kuzvipa mhosva zvakanyanya zvekuti vanoomerwa nekunyengetera. Asi Jehovha anoti kwavari: “Chiuyai zvino tiruramise zvinhu.” (Isaya 1:18) Haaregi kuteerera munhu anoda nemwoyo wese kuregererwa naye.