Mashoko Emuzasi b Deborah akazova muparidzi, akabhabhatidzwa ava nemakore 10, uye iye zvino anopayona pamwe naamai vake.