Mashoko Emuzasi
c Kuti “tiruramise zvinhu” naJehovha, tinofanira kuratidza kuti tapfidza nekumukumbira kuti atiregerere zvivi zvedu uye kuchinja mararamiro edu. Kana tikaita chivi chakakura, tinofanirawo kukumbira kubatsirwa nevakuru muungano.—Jak. 5:14, 15.