Mashoko Emuzasi
e Tinogona kuona kuti nyaya yekunamata inokosha chaizvo kuna Jehovha nekuti mirayiro miviri yekutanga muMutemo waMozisi yairambidza kunamata chero ani zvake kana chii zvacho kunze kwaJehovha.—Eks. 20:1-6.